Mumwe murume nekuda kwokurwara wakakumbira Razaro Achimuona ari pachifuva chokurambwa naMambo Tumirai Razaro, Tumirai Razaro Tumai Razaro hmmmm ndave kutsva-a Tumai Razaro anyike mumwe wake mumvura-a Nokuti murazo wemoto wakundipisa Tumirai Razaro, Tumirai Razaro Tumai Razaro hmmmm ndave kutsva-a Ndiyeyu Razaro, waisema Divas Wainonga zvaiwa pamusoro petafura yake-e Tumirai Razaro, Tumirai Razaro Tumai Razaro hmmmm ndave kutsva-a Ndiyeyu Razaro, waisema Divas Wainonga zvaiwa pamusoro petafura yake-e Tumirai Razaro, Tumirai Razaro Tumai Razaro hmmmm ndave kutsva-a La la la la la la la la la la la la la aah la la la Tumai Razaro anyike mumwe wake mumvura-a Nokuti murazo wemoto wakundipisa Tumirai Razaro, Tumirai Razaro Tumai Razaro hmmmm ndave kutsva-a Tumai Razaro anyike mumwe wake mumvura-a Nokuti murazo wemoto wakundipisa Tumai Razaro haaa Tumai Razaro haaa Tumai Razaro hmmm ndave kutsva-a Ndiyeyu Razaro, waisema Divas Wainonga zvaiwa pamusoro petafura yake-e Tumirai Razaro, Tumirai Razaro Tumai Razaro hmmmm ndave kutsva-a Tumai Razaro anyike mumwe wake mumvura-a Nokuti murazo wemoto wakundipisa Tumirai Razaro, Tumirai Razaro Tumai Razaro hmmmm ndave kutsva-a La la la la la la la la la la la la la aah la la la