Kishore Kumar Hits

Oliver Mtukudzi and The Black Spirits - Madzongonyedze текст песни

Исполнитель: Oliver Mtukudzi and The Black Spirits

альбом: Africa


Rufu ndimadzongonyedze
Anouya tisingafungire mambo
Tisingafungire mambo
Ndimadzongonyedze chete baba
(Rufu ndimadzongonyedze)
Pane vakayanana
(Rufu ndimadzongonyedze)
Pane panodanana (vanodanana)
(Rufu ndimadzongonyedze)
Pane vakayanana
(Rufu ndimadzongonyedze)
Pane vanodanana
Watora ma,i apo ndisekuru
Vana vanochema mhuri yongopunyaira
Vanochemeiko ava?
Ndimadzongonyedze chete baba
(Rufu ndimadzongonyedze)
Pane vakayanana
(Rufu ndimadzongonyedze)
Pane vanodanana (vanodanana)
(Rufu ndimadzongonyedze)
Dzongonyedze, dzongonyedze
(Rufu ndimadzongonyedze)
Pane vanodanana
Apo anouya otora muzukuru
Apo anouya hakuna anonunura
Vakuru navaduku vanochema
Ndimadzongonyedze chete baba
(Rufu ndimadzongonyedze)
Pane vakayanana
(Rufu ndimadzongonyedze) dzongonyedze
(Pane vanodanana) vanodanana
(Rufu ndimadzongonyedze)
Baba baba, pane vakayanana
(Rufu ndimadzongonyedze pane vanodanana)
Vanodanana
(Rufu ndimadzongonyedze)
Dzongonyedze dzongonyedze ha
(Rufu ndimadzongonyedze pane vanodanana)
Baba baba baba baba, vanodanana
(Rufu ndimadzongonyedze)
Baba baba baba baba, amai!
(Rufu ndimadzongonyedze)
Amai!
(Rufu ndimadzongonyedze pane vanodanana)
Vanodanana
(Rufu ndimadzongonyedze)
Pane vakayanana

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители