Kishore Kumar Hits

Oliver Mtukudzi and The Black Spirits - Vanosara Nani? текст песни

Исполнитель: Oliver Mtukudzi and The Black Spirits

альбом: Greatest Hits of Early Music


Vanosara naniko, vanosara naniko?
Vanosara naniko, vanosara naniko?
Wakwira churu, watungamira
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)
Wakwire churu, watungamira
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)
Inga ndiye damba nevana
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)
Inga ndiye damba nevana
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)
Wakwira churu, watungamira
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)

Mhuri yangu yasurukirwa
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)
Vanotamba nani, vanotamba naniko
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)
Wakwira churu, watungamira
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)
Wakwira churu, watungamira
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)
Watungamira wakwira churu
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)
Inga ndiye damba nevana
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)
Inga ndiye damba nevana
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)
Wakwira churu, watungamira
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)

Kuenda mbire, kuenda mbire
(Vanosara naniko, vanosara naniko?)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители