Oliver Mtukudzi and The Black Spirits - Perekedza Mwana текст песни
Исполнитель:
Oliver Mtukudzi and The Black Spirits
альбом: Greatest Hits of Early Music
Perekedza mwana zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwana perekedza mwana uyu
Zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana perekedza mwana kani
Zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwana zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana perekedza mwana uyu
Zuva ravira kunze kwadoka
Mai vanoti mwana wangu wanga uripi
Zuva ravira kunze kwadoka
Mai vanoti mwana wangu wanga uripiko
Zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwana perekedza mwana uyu
Zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwanasikana perekedza mwana kani
Zuva ravira kunze kwadoka
Ndambakuudzwa yakaonekwa nembonje

Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя