Kishore Kumar Hits

Oliver Mtukudzi and The Black Spirits - Ndanga Ndabaiwa текст песни

Исполнитель: Oliver Mtukudzi and The Black Spirits

альбом: Greatest Hits of Early Music

Vakomana ndanga ndabaiwa, vakomana ndanga ndabaiwa, vakomana ndanga ndabaiwa (vakomana ndanga ndabaiwa)

Vakomana ndanga ndabaiwa,vakomana ndanga ndabaiwa, vakomana ndanga ndabaiwa (vakomana ndanga ndabaiwa)
Vakomana ndanga ndabaiwa, vakomana ndanga ndabaiwa, haaa ndanga ndabaiwa (vakomana ndanga ndabaiwa)
Hunzi pota negomo tisangane
Vakomana ndanga ndabaiwa (vakomana ndanga ndabaiwa)
Hunzi pota negomo tisangane, kunditodzera hunge kundida (vakomana ndanga ndabaiwa)
Vakomana ndanga ndabaiwa, vakomana ndanga ndabaiwa, vakomana ndanga ndabaiwa (vakomana ndanga ndabaiwa)
Kundiita garira nekokokoù, ini ndabaiwa
Vakomana ndanga ndabaiwa (vakomana ndanga ndabaiwa)
Hunzi kuti wada kudya imbwa, idya riri gono (vakomana ndanga ndabaiwa)
Vakomana ndanga ndabaiwa,vakomana ndanga ndabaiwa, vakomana ndanga ndabaiwa (vakomana ndanga ndabaiwa)
Vakomana ndanga ndabaiwa, vakomana ndanga ndabaiwa, vakomana ndanga ndabaiwa (vakomana ndanga ndabaiwa)
Vakomana ndanga ndabaiwa,vakomana ndanga ndabaiwa,vakomana ndanga ndabaiwa (vakomana ndanga ndabaiwa)
Hunzi ramba mukadzi nemwana, mangwana ndinowana mumwe
Vakomana ndanga ndabaiwa (vakomana ndanga ndabaiwa)
Hunzi ramba mukadzi nemwana, mangwana ndinowana mumwe
Vakomana ndanga ndabaiwa (vakomana ndanga ndabaiwa)
Vakomana rurimi inyoka, inoruma ichisiya chefu

Herendende ndanga ndabaiwa (vakomana ndanga ndabaiwa)

Hunzi kuti wada kudya imbwa, ibva wadya riri gono (vakomana ndanga ndabaiwa)

Kundiita garira nekokoko, vakomana ndanga ndabaiwa (vakomana ndanga ndabaiwa)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители