Kishore Kumar Hits

Oliver Mtukudzi and The Black Spirits - Dzvene Reseri текст песни

Исполнитель: Oliver Mtukudzi and The Black Spirits

альбом: Chikonzi

Kufurirwa uchinanya, mwanangu kani, kufurirwa uchinanya
Kufurirwa uchinanya, mwanangu kani, kufurirwa uchinanya
Ndiye munyengeri, wekuuya seane rudo
Kundiudza ramangwana, reseri kune rima
Hunzi zvinotapira, shuwa zvinotapira izvi
Inzwa unzwe zvinotapira, inhapitapi
Kufurirwa uchinanya, mwanangu kani, kufurirwa uchinanya
Wakauya nokunyemwerera, kunyemwerera seanondida
Kundiudza ramangwana, dzvene reseri kune rima
Hanzi zvinotapira, shuwa zvinotapira izvi
Inzwa unzwe zvinotapira, inhapitapi
Kufurirwa uchinanya, mwanangu kani, kufurirwa uchinanya
Kufurirwa uchinanya, mwanangu kani, kufurirwa uchinanya
Ndiyeyu munyengeri (upiko?)
Iyeyu wakafuratira
Ndiyeyu munyengeri, aniwacho? (Upiko?)
Ndiyeyu munyengeri (upiko?)
Iyeyu wakafuratira
Ndiyeyu munyengeri, aniwacho? (Upiko?)
Oh, hunzi zvinotapira, shuwa zvinotapira izvi
Inzwa unzwe zvinotapira, inhapitapi
Ndiyeyu munyengeri (upiko?)
Iyeyu wakafuratira
Ndiyeyu munyengeri, aniwacho? (Upiko?)
Ndiyeyu munyengeri (upiko?)
Iyeyu wakafuratira
Ndiyeyu munyengeri, aniwacho? (Upiko?)
Ahh, hunzi zvinotapira, shuwa zvinotapira izvi
Inzwa unzwe zvinotapira, inhapitapi
Ndikati rega ndinanzve, wanike zvinovava
Ende dai zvaivavira, ndaiti zvichatapira
Kufurirwa uchinanya, mwanangu kani, kufurirwa uchinanya
Ahh, (kufurirwa uchinanya) ndapfidza
(Mwanangu kani) shuwa, shuwa ndagura kani (kufurirwa uchinanya)
Ndiye munyengeri, wekuuya seane rudo
Kundiudza ramangwana, reseri kune rima
Hunzi zvinotapira, shuwa zvinotapira izvi
Inzwa unzwe zvinotapira, inhapitapi
Hunzi zvinotapira, shuwa zvinotapira izvi
Inzwa unzwe zvinotapira, inhapitapi
Kufurirwa uchinanya, mwanangu kani, kufurirwa uchinanya
Ndiyeyu munyengeri (upiko?)
Iyeyu wakafuratira
Ndiyeyu munyengeri, aniwacho? (Upiko?)
Ndikati rega ndinanzvire, wanike zvinovava
Ende dai zvaivavira, ndaiti zvichatapira, ah, oh
(Kufurirwa uchinanya) ndapfidza (mwanangu kani)
Oh, ndagura kani (kufurirwa uchinanya) oh babawe kani
(Kufurirwa uchinanya) ndapfidza (mwanangu kani)
(Kufurirwa uchinanya)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители