Iye woye iye woye mambo Iye woye iye woye Iye woye iye woye mambo Iye woye iye woye Ndochema misodzi baba Misodzi yeropa Ndochema misodzi baba Misodzi yeropa Dai makaziva mambo Mungadai musina kutisika Dai makaziva baba Mungadai musina kutisikawo Ahe aheyi mambo Ahe aheyi hona pamuromo chete Ahe aheyi mambo Ahe aheyi hona pamuromo chete Ahe aheyi mambo Ahe aheyi hona pamuromo chete Ahe aheyi mambo Ahe aheyi hona pamuromo chete Nditungamirei mambo, ndione kwekuenda Nditungamirei mambo, ndione kwekuenda Dai ndakaziva mambo, haitungamire Dai ndakaziva baba, haitungamire Kune vamwe vedu mambo, vanorara pamusika Kune vamwe vedu mambo, vasina kwekuenda Kune vamwe vedu mambo, vanoshupika Kune vamwe vedu baba, vateterera iye woye Ahe aheyi mambo Ahe aheyi hona pamuromo chete Ahe aheyi mambo Ahe aheyi hona pamuromo chete Ahe aheyi mambo Ahe aheyi hona pamuromo chete Ahe aheyi mambo Ahe aheyi hona pamuromo chete Kune vamwe vedu mambo, vanoshupika Vamwe havana dzimba dzekurara, vanorara pamusika Vamwe havana mari, vamwe havana zvekupfeka Vamwe vakabuda mabasa kare kare Zvino titungamirirei mambo kuti tigobudirira mangwana Iye woye iye woye mambo Iye woye iye woye Iye woye iye woye mambo Iye woye iye woye Titungamirirei mambo, taterera Titungamirirei mambo, taterera Ndochema misodzi ini Misodzi yeropa Ndochema misodzi baba Misodzi yeropa Ndochema misodzi mambo Misodzi yeropa Ndochema misodzi baba Misodzi yeropa Ahe aheyi mambo Ahe aheyi hona pamuromo chete Ahe aheyi mambo Ahe aheyi hona pamuromo chete