Kishore Kumar Hits

ZCC Brass Band - Moria O Rile O Batla Bafana текст песни

Исполнитель: ZCC Brass Band

альбом: Utlwang Lentswe Le Molemo


Vana vangu vanoda kufarawo kana ndauya nenyama kuti vaseve muto
Vana vangu vanoda kufarawo kana ndauya nenyama kuti vaseve muto
Vana vangu havana mufaro
Ndovapeiko muchindipa muchinditorera
Vana vangu havana mufaro
Ndovapeiko muchindipa muchinditorera?
Kupai kune chinyemu
Zvakawanda kunevasina kuzvishandira?
Ini mushandi muchinditorera
Kupai kunechinyemu
Zvakawanda kunevasina kuzvishandira?
Ini mushandi muchinditorera
Kupai kunechinyemu
Zvakawanda kunevasina kuzvishandira?
Ini mushandi muchinditorera
Ini ndoora moyo
Usaore moyo
Ndisinungureiwo ndirangarireiwo
Vana vangu vanoda kufarawo
Kana ndauya nenyama kuti vaseve muto
Vana vangu havana mufaro
Ndovapeiko muchindipa muchinditorera
Kupai kune chinyemu
Zvakawanda kune vasina kuzvishandira
Ini mushandi muchinditorera
Ini ndoora moyo
Usaore moyo
Ndisunungureiwo ndirangarireiwo
Sekuru ndademba demba
Usaore moyo
Ndisunungureiwo ndirangarireiwo
Ambuya ndachema chema
Usaore moyo
Ndisunungureiwo ndirangarireiwo
Sekuru ndademba demba
Usaore moyo
Ndisunungureiwo ndirangarireiwo
Ambuya ndachema chema
Usaore moyo
Ndisunungureiwo ndirangarireiwo
Kushanda ndinoshanda asi ndinoshaiwe simba
Kushanda ndinoshanda asi ndinoshaiwe simba
Kushanda ndinoshanda asi ndinoshaiwe simba
Kushanda ndinoshanda asi ndinoshaiwe simba
Usaore moyo chizukuru changu
Ndichakupa chete
Ndini sekuru vako shinga moyo

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители