Kishore Kumar Hits

ZCC Brass Band - Jesus Said Turn This Way текст песни

Исполнитель: ZCC Brass Band

альбом: Utlwang Lentswe Le Molemo

Sarura wako anotamba zvaunoda ka
Ndakasarudza wangu anotamba zvandinodawo

Ambuya vangu vanotamba nevezera ravo
Iwe tamba tione chisikana chezera rangu
Ambuya vangu vanotamba nevezera ravo
Iwe tamba tione chisikana chezera rangu iwe
Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda
Kwete kungopa wese-wese rudo rwaunondipa ini
Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda
Kwete kungopa wese-wese rudo rwaunondipa ini
Sarura wako anotamba zvaunoda ka
Ndakasarudza wangu anotamba zvandinodawo
Ambuya vangu vanotamba nevezera ravo
Iwe tamba tione chisikana chezera rangu
Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda
Kwete kungopa wese wese rudo rwaunondipa ini
Ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
Ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
Ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
Ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
Ndiri wako inini dhiya, ndinokuda inini sweetie
Ndikakufunga ndinonzwa moyo neshungu
Dhiya wangu uchindidaka woitavo zvandinoda
Kwete kungopa wese-wese rudo rwaunondipa ini
Kune zvakawanda zvinotitadzisa
Kuti tiwirirane nekuda kwevavengi mudiwa

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители