Kishore Kumar Hits

Hannah Mapepeta - Mwari Vafunga Nezvangu текст песни

Исполнитель: Hannah Mapepeta

альбом: Chikepe


Mwari wafunga nezvangu
Akati uku kwete
Handingatumire mumwe
Uku ndoenda ndoenda ndomene
Uyu ndafunga nezvake
Jesu afunga nezvangu
Akati dhuu aone wafungazve nezvangu
Pfuma yedenga yakashaiwa maturo
Jesu wafunga nezvangu
Jesu wafunga nezvangu
Kugarika kwedenga nekubwinya kwedenga
Kwakatadza kumumisa
Jesu wafunga nezvangu
Mwari wafunga nezvangu
Akati uku kwete
Handingatumire mumwe
Uku ndoenda ndoenda ndomene
Uyu ndafunga nezvake
Hazvinei ndakaberekerwa
Mudanga remombe muzere nendove
Ini ndafunga nezvako
Ndauya kokudzikinura
Ndichashingirira zvangu kurohwa
Kuseka kunyombwa kupfirirwa zvangu
Ndichasvika kunyangwe pakufa
Uyu ndafunga nezvake
Mwari wafunga nezvangu
Akati uku kwete
Handingatumire mumwe
Uku ndoenda ndoenda ndomene
Uyu ndafunga nezvake
Ndakakwevewa netambo yerudo
Jesu waderedza tambo yerudo
Wakandizvuwira kudenga kumusoro
Jesu wafunga nezvangu
Ndakakwevewa netambo yerudo
Jesu waderedza tambo yerudo
Wakandizvuwira kudenga kumusoro
Jesu wafunga nezvangu
Mwari wafunga nezvangu
Akati uku kwete
Handingatumire mumwe
Uku ndoenda ndoenda ndomene
Uyu ndafunga nezvake
Mwari wafunga nezvangu
Akati uku kwete
Handingatumire mumwe
Uku ndoenda ndoenda ndomene
Uyu ndafunga nezvake

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители