Kishore Kumar Hits

Mechanic Manyeruke - Mwari Makanaka текст песни

Исполнитель: Mechanic Manyeruke

альбом: Muchandiziva Here?

Vana Maria vakainda kuguva rake vakabata mafuta

Vakawana asimo (Jesu amuka) Jesu uya wamuka (amuka)

Vana Maria vakabvunzwa, "Munotsvaka aniko?"

"Tinotsvaga mutumbi wake (Jesu amuka) tiuzore mafuta (amuka)"

Munomutsvakireiko Jesu? Iye mupenyu kuvakafa

Iye mupenyu kuvakafa (Jesu amuka) watomuka waenda (amuka)
Iye mupenyu kuvakafa (Jesu amuka) watomuka waenda (amuka)
Munomutsvakireiko Jesu? Iye mupenyu kuvakafa
Munomutsvakireiko Jesu? Iye mupenyu kuvakafa
Iye mupenyu kuvakafa (Jesu amuka) watomuka waenda (amuka)
Iye mupenyu kuvakafa (Jesu amuka) watomuka waenda (amuka)

Vana Maria vakainda kuguva rake vakabata mafuta
Vana Maria vakainda kuguva rake vakabata mafuta
Ko iwe wauya neiko? (Wauya nei?)
Muimba yaMwari (muimba yaShe)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители