Kishore Kumar Hits

Decibel - Nakai текст песни

Исполнитель: Decibel

альбом: Classics Collection


...
Nhai mwariwe dai mandibatsirawo
Kutsvaga wandinoda
Nhai mwariwe dai mandibatsirawo ndawana wakanaka
Nhai mwariwe dai mandibatsirawo kutsvaga wandinoda
Nhai mwariwe dai mandibatsirawo ndawana akanaka
(Watch me ryt)
Musikana mirapo titaurirane eey
Musikana musikana
Musikana mirapo titaurirane eey
Musikana...
Ko huya tidanane kuti tive solo namutsai chese chaunoda ndinokupa nakai
Hande kumusha tinoona ana amai kuti vam uone iye wangu nakai
Chiso chako ndakachitarisawo kudai
Ndinonzwa moyo wangu kurwadza nakai
Mwana ane tsika muroora wamai
Ndinomutora chete ndapedza kudai
Ndichakwira gomo ndokumorera uchi
Kana nemicheroi inotapira chete
Kana wada ini chaungashaye chii
Asi eudo rqako harutwngww neri

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Roki

Исполнитель

ExQ

Исполнитель