Kishore Kumar Hits

Pastor C Charamba & Fishers of Men - Musarega Vachingokura (Prov 22:6) (Act 19:13-15) (Deut 6:20-25) текст песни

Исполнитель: Pastor C Charamba & Fishers of Men

альбом: Verses and Chapters

Ndati sei muchirega vana vachingokura vasina Mwari
(Muchirega vana vachingokura)

Mukoma ndati sei muchirega vana vachingokura vasina Mwari

Vangakona sei kubira vamwe
Muchirega vana vachingokura vasina Mwari
(Muchirega vana vachingokura)
Vangakona sei kuzvondana
Muchirega vana vachingokura vasina Mwari
(Muchirega vana vachingokura)
Vangakona sei kupondana
Muchirega vana vachingokura vasina Mwari
(Muchirega vana vachingokura)
Murangarire vana vaSkefa
Muzita raJesu anonamatwa naPauro buda dhimoni
Murangarire vana vaSkefa
Muzita raJesu anozikamwa naPauro buda dhimoni
Murangarire vana vaSkefa
Muzita raJesu anonamatwa naPauro buda dhimoni
Murangarire vana vaSkefa
Muzita raJesu anozikamwa naPauro buda dhimoni
Mukoma ndati sei muchirega vana vachingokura vasina Mwari
(Muchirega vana vachingokura)
Baba ndati sei muchirega vana vachingokura vasina Mwari
(Muchirega vana vachingokura)
Vakakura vese vana ava
Asi tariraika vatosiyana, vatosiyana
Nefundo yavo imweyo vana ava
Asi tarira asika vatosiyana, vatosiyana
Vakakura pamwepo vana ava
Asi tarira asika vatosiyana, vatosiyana
Nezera ravo rimwero vana ava
Asi tarira asi vatosiyana, vatosiyana
Vakakomborerwa vane varoora vanoziva Mwari
Vachavapaka rudo chairwo rudo rwavamwene

Vakaropafadzwa vane vakwasha vanoziva Mwari
Vachagara pasi kuombera kukudza baba

Mai nababa ndati sei muchirega vana vachingokura vasina Mwari
(Muchirega vana vachingokura)
Baba ndati sei muchirega vana vachingokura vasina Mwari
(Muchirega vana vachingokura)

Mukoma ndati sei muchirega vana vachingokura vasina Mwari
(Muchirega vana vachingokura)
Vangatsveta sei chipfambi chacho
Muchirega vana vachingokura vasina Mwari
(Muchirega vana vachingokura)
Vangatsveta sei chipfambi chacho
Muchirega vana vachingokura vasina Mwari
(Muchirega vana vachingokura)
Murangarire vana vaSkefa
Muzita raJesu anonamatwa naPauro buda dhimoni
Vakakura pamwepo vana ava
Asi tarirai asika vatosiyana, vatosiyana
Nezera ravo rimwero vana ava
Asi tarira asika vatosiyana, vatosiyana
Vakakomborerwa vane varoora vanoziva Mwari
Vachavapaka rudo chairwo rudo rwavamwene
Vakaropafadzwa vane vakwasha vanoziva Mwari
Vachagara pasi kuombera kukudza baba
Vakaropafadzwa vane varoora vanoziva Mwari
Vachavapaka rudo chairwo rudo rwavamwene
Vakaropafadzwa vane vakwasha vanoziva Mwari
Vachagara pasi kuombera kukudza baba
Seri (seri kweguva hakuna munamato)
Seri baba (seri kweguva hakuna munamato)
Seri kwacho (seri kweguva hakuna munamato)

Seri seri (seri kweguva hakuna munamato)

Seriwo (seri kweguva hakuna munamato)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители