Kishore Kumar Hits

Pastor C Charamba & Fishers of Men - Vana Mukavasarudza (Gen 27: 1-46) текст песни

Исполнитель: Pastor C Charamba & Fishers of Men

альбом: Verses and Chapters

Vana vaive vaviri sokupa kwaMwari
Esau ndiye wakadiwa nababa
Vana vaive vaviri sokupa kwaMwari
Jakobho ndiye wakadiwa naamai
Vana vaive vaviri here sokupa kwaMwari
Esau ndiyewo wakatora moyo wababa
Vana vaive vaviri here sokupa kwaMwari
Jakobho ndiyewo wakatora moyo waamai
Sokuziva kwedu pane rusarura panonetsa
Nhaka yakapera yose kubiwa negotwe
Sokuziva kwedu pane rusarura panonetsa
Ropafadzo yakapera yose kubiwa negotwe
Mapanga akarodzwa
Minondo yakarodzwa
Vafunga zvekubayana, vana mapatya
Makano akarodzwa
Netsvimbo dzakavezwa
Vafunga zvekupondana, vana mapatya
Ndoozvazvinoita kana vana mukavasarudza
Ndoozvazvinoita vana venyu musavasarudze
Vamwe vanochema nemi kana vana mukavasarudza
Ndizvo zvazvinoita vana venyu musavasarudze
Vamwe vanoenda kure kana vana mukavasarudza (kure kure)
Ndoozvazvinoita vana venyu musavasarudze
Uye munofa vasipo kana vana mukavasarudza
Ndizvo zvazvinoita vana venyu musavasarudze
Uye havazokuchemei kana vana mukavasarudza
Ndizvo zvazvinoita vana venyu musavasarudze
Uye Mwari havazvidewo kana vana mukavasarudza
Ndozvazvinoita vana venyu musavasarudze
Vamwe vanochema nemi kana vana mukavasarudza
Ndizvo zvazvinoita vana venyu musavasarudze
Unonzwa vachiti ndakafurirwa naamai kana vana mukavasarudza
Unonzwa vachiti ndakafurirwa nababa vana venyu musavasarudze
Kunyima kwandinako uku ndakafana naamai kana vana mukavasarudza
Ruchiva rwandinaro uku ndakafana baba vana venyu musavasarudze
Baba ndizvo zvazvinoitaka kana vana mukavasarudza
Ndizvo zvazvinoita vana venyu musavasarudze
Vana vaive vaviri sokupa kwaMwari
Esau ndiye wakadiwa nababa
Vana vaive vaviri here sokupa kwaMwari
Jakobho ndiyewo wakatora moyo waamai
Sokuziva kwedu pane rusarura panonetsa
Nhaka yakapera yose kubiwa negotwe
Sokuziva kwedu pane rusarura panonetsa
Ropafadzo yakatorwa yose kubiwa negotwe
Mapanga akarodzwa
Minondo yakarodzwa
Vafunga zvekubayana, vana mapatya
Makano akarodzwa
Netsvimbo dzakavezwa
Vafunga zvekupondana, vana mapatya
Ndoozvazvinoita kana vana mukavasarudza
Baba ndizvo zvazvinoita vana venyu musavasarudze
Vamwe vanochema nemi kana vana mukavasarudza
Ndoozvazvinoita vana venyu musavasarudze
Vamwe munofa vasipo kana vana mukavasarudza
Ndizvo zvazvinoita vana venyu musavasarudze
Uye havazokuchemei kana vana mukavasarudza
Ndizvo zvazvinoita vana venyu musavasarudze
Uye Mwari havazvidewo kana vana mukavasarudza
Ndizvo zvazvinoita vana venyu musavasarudze
Baba ndizvo zvazvinoitaka kana vana mukavasarudza
Ndizvo zvazvinoita vana venyu musavasarudze

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители