Ey ey ey Taiti ticharorana Hama dzichaungana Rudo rwainatsobvira Bvarapera semoto wemashanga Taiti tichaita vana Vatatu kana vana Hapana aiziva kuti zvichaperera mukuchema Dzaive nyaya Nyaya dzerudo nyaya Dzaive nyaya Nyaya dzerudo nyaya Dzaive nyaya Nyaya dzerudo nyaya Dzaive nyaya Nyaya dzerudo nyaya Zvakapera Zvakapera here Zvakapera Zvakapera here Zvakapera Zvakapera here Zvakapera i shuwa here Zvakapera Zvakapera here Zvakapera Zvakapera here Zvakapera Zvakapera here Zvakapera After everything zvatakaita babe woh Tatorambana Tatorambana Saka zvinhu zvese zvatakaronga babe woh Wazvikanganwa Wazvikanganwa Takanga tavakuspender kana the whole night Pasina kana atombofona Ndopandakatanga kutoona Kuti zvakanga zvava zvekungofosana Mari yandaiti ndichaenda nayo Yakanga yava kutokwana oh no Ko vana tsano Zvandanga ndavakuwirirana navo Dzese dzatova ngano Zvatanga tatowirirana navo Dzaive nyaya Nyaya dzerudo nyaya Dzaive nyaya Nyaya dzerudo nyaya Dzaive nyaya Nyaya dzerudo nyaya Dzaive nyaya Nyaya dzerudo nyaya Zvakapera zvapera here Zvakapera zvapera here Zvakapera zvapera here Zvakapera i shuwa here Zvakapera zvapera here Zvakapera zvapera here Zvakapera zvapera here Zvakapera I shuwa here Ey pepedu pepedu Pane aimupa puresha chibhubhubhu Ummm zvakaita ndirambwe Apa ndaimuda zvekuti dhu Taisimbisana tichifungidzira tichachembedzana Ummm hapana hapana zvinozongopera semari muchikwama Ummm ndakanga ndozivikanwa kumba nana mhamha kuita senge hama Ummm zvatakavimbisana zvikaenda nepamwe zvondibaya hana Asi asi asi unodarireyi Dai ukatambiswa ukatambiswa newaunaye Mumoyo mako pasi unofarireyi Dai ukatambiswa ukashandiswa newaunaye Zvakapera Zvakapera here Zvakapera Zvakapera here Zvakapera Zvakapera here Zvakapera i shuwa here Zvakapera Zvakapera here Zvakapera Zvakapera here Zvakapera Zvakapera here Zvakapera