Baby idya mari Dya mari Dya mari baby dya mari Chandoda kuona kumeso kwako smairi Handei tinofara kusina ani Baby idya mari Dya mari Dya mari baby dya mari Chandoda kuona kumeso kwako smairi Handei tinofara kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Hande kurizi-ii Kungori ne noise yeshiri Tiri vaviri Nhasi ndombokupa nguva o iyi Iyi enda unofara neni Urikudeyi Ndizevezere munzveve Tinozodzoka mangwana Hambayi totsvaga pekurara Ndoda urare zvakanaka Ndoda urare sechana Chana Chandoda kuona kumeso kwako smairi Handei tinofara kusina ani Baby idya mari Dya mari Dya mari baby dya mari Chandoda kuona kumeso kwako smairi Handei tinofara kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Mangwana Undifungidze ndikupe card re bhanga Ndoda utenge zvaunoda Ndoda uzvishoperewo sen'anga Wazozvionera Kana ndinayo handakuomera Semakoko Usazondisiya wakafitira kana ndisisina Ndamurombo Ndakusarova chinenguwo Ndisisina mari yenguwo Usazondikanganuwewo Usazoita hanganwa sedze gunguwo Gungu Chandoda kuona kumeso kwako smairi Handei tinofara kusina ani Baby idya mari Dya mari Dya mari baby dya mari Chandoda kuona kumeso kwako smairi Handei tinofara kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani Kusina ani