That was Malcom Mufunde naStiiv Vapfanha vepaChitungwiza apo KwaSeke Coming through with Blown Rubber unozodeiko Mwana wamai Chitown, muri sei Hanzi naBaba Fudge ndiridzireiwo KuChitown Kasong keweekend ka Waiketa Ukuita sei Got this rum and gin and you, ladies You, ladies Ah Tisu boys re top soccer; wakutamba nezvivharo Mupyramid scheme, tokushaisa mufaro Disco lights grind, madhiri anobakabaka I express zviri pamoyo; Utakataka Ndini mambo ende hapana ane nharo Throne yangu i electric chair; ndinofira pachigaro Ndofamba ndichirira coz ndopfeka bhero Ndoita chimero; sekustana naPokello Ndodhakwa nezvinovava, handidi zviri yummy yummy Ndotoda Zambezi kunge Nyaminyami So kutonaz takacharger Nemabhebhi tumatsono twekuti mbudzi twunocharger Ndiri moto; vapfanha, musatamba neni Ndokupfekedzai marata kunge fireman Handichaterere zvaNick, ndakutsvaga ramangwana rakanaka Ndichimhanya muzviround seraka-raka KuChitown kuZengeza Tiri paGomba takaleza nemagen'a Got this rum and gin and you, ladies You, ladies KuChitown kuZengeza Tiri paGomba takaleza nemagen'a Got this rum and gin and you, ladies You, ladies Netwumabhebhi twunorova doro Zvonakidza kuona kanjiva kakabata gondo Kanoti kabva pabhodhoro Tokabatira kuGomba kunge chivharo chekodo Boys rangu maJapanese, rokudyirai masushi And tokurova ukada kutsiva saManyuchi SeJordan sign, mbhebhi wako anovhura deya Manje ndoita saRonaldinho pafeya Handisi bodybuilder but ndokusimudzira simbi Ndopisa maNice kunge mota yaGinimbi Hahaha, saka usazoshupika Or kuita godo saBaba Shupi ka These silly rappers got girls vanodhakwa mumabar Apa ivavo vakadhakwa pamabar Tozokunzwirai tsitsi masiiwa and you strive Bhebhi wako akupa bhutsu and akupfekedza size KuChitown kuZengeza Tiri paGomba takaleza nemagen'a Got this rum and gin and you, ladies You, ladies KuChitown kuZengeza Tiri paGomba takaleza nemagen'a Got this rum and gin and you, ladies You, ladies Tichimingler nehobho njani Togona kungokubatira simbi sebhobhojani Toposta pabook nemamodels Maposts acho toona malaika semamodels We're royalty, tine maCastle inside Ndina queen wangu paside vakabata king size Kunge station yana Patience Musa Uchazongoona ndati zii mandiwanzira Super KuChitown kuZengeza Tiri paGomba takaleza nemagen'a And you, ladies, you ladies Got this rum and gin and you, ladies You ladies KuChitown kuZengeza Tiri paGomba takaleza nemagen'a Got this rum and gin and you, ladies You, ladies Got this rum and gin and you, ladies You, ladies