All I can do is bless you I pray for you everyday You want to go, it is okay I pray that you will make it mwanangu Mother of nations you are mwanangu ♪ Zvawasarudza kuenda Enda zvako inguva yacho (Hupenyu hwacho) vamwe vari kufara (Inguva yacho) vamwe vari kusuwa (Inguva yacho) vamwe vari kuchema (Inguva yacho) vamwe vari kupemberera (Inguva yacho) Zvawasarudza kuenda Tora Jesu uende naye Tora Jesu ugare naye Tora Jesu uende naye mwanangu ♪ Adore pane pressure Vamwe vari kubuda (inguva yacho) Vamwe vari kupinda (inguva yacho) Vamwe vakangomira (inguva yacho) Adore pane pressure Vamwe vari kubuda (inguva yacho) Vamwe vari kupinda (inguva yacho) Vamwe vakangomira Hupenyu hwacho Tora Jesu uende naye Tora Jesu ugare naye mwanangu Zvawasarudza kuenda Tora Jesu uende naye ♪ Nyangwe upenyu hukaoma ukaita tsvina semadhaka Yedu sipo uchava Jesu babe kusvika zvanaka Naye Jesu usambogaya kune huchi nemukaka Saka Jesu akatifira kuti zvinhu zvizonaka Hanzi life inorema dzimwe nguva kukwira gomo Usambotya zvako babe ndichatomira semukono Kochera mvura tichainda tese takabata migomo Naye Jesu zvichanakidza kunge gitare rekwaMoyo Zviome sei nhai babe ako mabhegi usazopeka Naye Jesu medu mulife ukama hatimbocheka Ingava nhamo kana hupfumi, kuchema nekuseka Mambo Jesu mupei upenyu hande naye setariro Usazopeka mabhegi pack Tora Jesu uende naye Usazopeka mabhegi pack Usazopeka mabhegi pack Upenyu handi mutserendende, eeh Dzimwe nguva kukwire gomo Dzimwe nguva hupoterera Tora Jesu uende naye Zvawasarudza kuenda Enda zvako inguva yacho (Hupenyu hwacho) Inguva yacho Tora Jesu uende naye I bless you I bless you I pray for you everyday Mother of nations you are mwanangu I pray that you will make it mwanangu Mwanangu, mwanangu, hii Zvawasarudza kuenda Enda zvako inguva yacho Hupenyu hwacho Tora Jesu uende naye Tora Jesu ufambe naye Tora Jesu uende naye I bless you I bless you I bless you mwanangu