Kishore Kumar Hits

Qounfuzed - Uchachema текст песни

Исполнитель: Qounfuzed

альбом: Uchachema


Di Don
Ndopapinda here varume? Kwahi pinda
Ndopapinda here nemoyo? Kwahi pindawo
Zvikanzi nehana zvinoda kushingawo
Apa pfungwa wanga watomuvhiringa
Ndopapinda here nemoyo? Kwahi pinda
Meso ndiye nyakutanga kutonditi pindawo
Makandikuvadzisa machinda, oh no
Nzeve dzainditi siyana nazvo
Guhwa rainditi siyana nazvo (sha)
Zverudo siyana nazvo, uchachema sha
Nzeve dzainditi siyana nazvo
Guhwa rainditi siyana nazvo (sha)
Zverudo siyana nazvo, uchachema
Ndakakanya kubva kwandaidiwa, kubva kwandaisidiwa
Ndichimhanya kwandaisadiwa
Vekuno havana hanya, dai zvangu ndakaziva ah
Dai zvangu ndakaziva, kuti ndaigochera pamapfihwa
Hama wadiwa makandirasisa (makandirasisa) haaa
Maindiona naye muchingonditarisa (ngonditarisa) haa
Chero ini wacho ndainge ndofarisa (ndainge ndofarisa) haa
Vanhu munzira ndanga ndisisambomhoresa (ndichitozvishoresa)
Vamwe vainditi zviri safe
Ramba wakadzvanya usature befu
Asi dai zvangu ndakaita careful
Ndaisazo wachiswa se-Surf (makandikuvadzisa machinda)
Ndakabva kwandaipihwa love, pihwa love, pure love
Ndakabva kwandaidiwa rough, ndichimhanyira kwandaidirwa rough
Ndakabva kwandaipihwa love, pihwa love, pure love
Ndakabva kwandaidiwa rough, ndichimhanyira kwandaidirwa rough
Nzeve dzainditi siyana nazvo
Guhwa rainditi siyana nazvo, sha
Zverudo siyana nazvo uchachema sha
Nzeve dzainditi siyana nazvo
Guhwa rainditi siyana nazvo, sha
Zverudo siyana nazvo uchachema sha
Ndakakanya kubva kwandaidiwa, kubva kwandaisidiwa
Ndichimhanya kwandaisadiwa
Vekuno havana hanya dai zvangu ndakaziva ah, dai zvangu ndakaziva
Kuti ndaigochera pamapfihwa, makandikuvadzisa machinda
(Ndopapinda) ndopapinda here varume? Kwahi pinda
Ndopa pinda here nemoyo? Kwahi pindawo
Zvikanzi nehana zvinoda kushingawo
Apa pfungwa wanga watomuvhiringa
Ndopa pinda here nemoyo? Kwahi pinda
Meso ndiye nyakutanga kutonditi pindawo
Makandikuvadzisa machinda oh no
Nzeve dzainditi siyana nazvo
Guhwa rainditi siyana nazvo sha
Zverudo siyana nazvo (uchachema sha)
Zverudo siyana nazvo
Zverudo siyana nazvo
Zverudo siyana nazvo
Uchachema (KSG, KSG, KSG)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители