Kishore Kumar Hits

Qounfuzed - Now and Then текст песни

Исполнитель: Qounfuzed

альбом: Now and Then


Wani taiwirirana
Takambofara shaa
Mumwe wangu taiwirirana
Ndiwe waindinyaradza
Wani taiwirirana
Takambofara shaaa
Mumwe wangu taiwirirana
Waindivhakachira Now and Then
Tichifonerana everyday
Saka sei usisauye
Nei tisisataure
Kana kumbondipinzirawo text
Uchingobdutiwo zvirisei
Kunyangwe zvikanzi kwava nemumwe
Zvoreva here hatichataure
Ooh takatambisa mukana
Ooh takatambisa mukana
Panguva yedu yekuwirirana
Ooh takatambisa mukana
Hongu taimbotukana
Zvekutosvika pakutobukana
Tine nguva dzatainetsana
Asi hazvireve tavengana
Mumwe wangu wachona
Ndiri ndega handimbozvigona
Dai zvaibvira wambofona
Kana kuuya ndambokuona
Kwauri ikoko dairawo
Usazonyanyondigairawo
Nditumirowo photo uchi smiler woo
Kuva newe ndo zvandovavarirawo
Waindivhakachira Now and Then
Tichifonerana everyday
Saka sei usisauye
Nei tisisataure
Kana kumbondipinzirawo text
Uchingonditiwo zvirisei
Kunyangwe zvikanzi kwava ne mumwe
Zvoreva here
Usazongofambisawo info
Yezvandaikuudza tichiribhoo
Zvikazobuda nepasiripo inenge isiribho oh
But Bestie marova
Ndanga ndichitokufungai hana yatomborova
Bestie marova kunetsana kwedu kuya
Zvese zvataimbova haa
Hupenyu ifirimu Ini newe taimbova kirimu
Tichironga ramangwana asi pepuke aah
Yaingova dream
Waindivhakachira Now and Then
Tichifonerana everyday
Saka sei usisauye nei tisisa taure
Kana kumbondipinzirawo text
Uchingonditi zvirisei
Kunyangwe zvikanzi kwavane mumwe
Zvoreva here hatichataure
Wani taiwirirana
Takambofara shaa
Mumwe wangu taiwirirana
Ndiwe waindinyaradzaa
Wani taiwirirana
Takambofara shaaa
Mumwe wangu taiwirirana
Ooh takatambisa mukana
Ooh takatambisa mukana
Nguva yedu yekuwirirana
Ooh takatambisa mukana
Ooh takatambisa mukana
Ooh takatambisa mukana
Ooh takatambisa mukana
Ooh takatambisa mukana
Mumwe wangu wachona
Ndiri ndega handimbozvigona
Dai zvaibvira wambofona
Kana kuwuya ndambokuona
Waindivhakachira Now and Then
Tichifonerana everyday
Saka sei usisauye nei tisisataure
Usazongofambisawo info yezvandaikuudza tichiribho
Kunyangwe zvikanzi kwavane mumwe

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители