Kishore Kumar Hits

Kae Chaps - Mwana Wevhu текст песни

Исполнитель: Kae Chaps

альбом: Mwana Wevhu


M-m-m May Records
No one is coming to save you
(No one is coming to sa-, no one is coming to save you)
Ingori one haisi two, ukachipotsa watonyura
Kanda ka-prayer uchimuka, nhamo ndiyo inondimutsa
Hanti Mwari ndewe munhu wese, I pray kuti usamutsveta
Taura zvishoma more action, and learn to seize every moment
'Cause, no one is coming to save you
It's gonna be you all the way (it's gonna be you)
Ngatisakotsire, just break loose
Jah Jah anewe all the way (all the way)
Pakutongoda akazvipira (pira) pakuda vasina matyira (matyira)
Zvechi-salad izvi chimbomira, yapindirwa naZeb Tsikira
Abva andi-tipper, anditi, "Mwana wevhu, wevhu, gara wachangamuka"
Anditi, "Mwana wevhu, wevhu, gara wachangamuka
Easy life haisi nyore, chausina kupiwa usatore"
Ende anditi, "Mwana wevhu, wevhu, gara wachangamuka"
Sometimes uno-feeler low, eh, itori kete, iri bhoo, eh
Tingori venyama isu bro, eh zvinomborwadza ita slow
But zviri nane kusvika 50 shaa, pane kuzoshayawo peace of mind
Shandisa maoko awakapiwa iwawo
Hapana munhu akasikwa aiwa
No one is coming to save you
It's gonna be you all the way (it's gonna be you)
Ngatisakotsire, just break loose
Jah Jah anewe all the way (all the way)
Pakutongoda akazvipira (pira) pakuda vasina matyira (matyira)
Zvechi-salad izvi imbomira, yapindirwa naZeb Tsikira
Abva andi-tipper, anditi, "Mwana wevhu, wevhu, gara wachangamuka"
Anditi, "Mwana wevhu, wevhu, gara wachangamuka
Easy life haisi nyore, chausina kupiwa usatore"
Ende anditi, "Mwana wevhu, wevhu, gara wachangamuka"
(Wevhu, wevhu, gara wachangamuka)
(Wevhu, wevhu, gara wachangamuka)
(Wevhu, wevhu, gara wachangamuka)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель

ExQ

Исполнитель