Kishore Kumar Hits

Feli Nandi - Ndiri Chiiko текст песни

Исполнитель: Feli Nandi

альбом: Feli Nandi


Ndiri chiiko zvamunondifunga?
Ko ndiri aniko zvamandibatsira?
Ndokupeiko nezvamunondiitira?
Ndotenda, ndotenda baba
Kubva kutsi kwemoyo wangu
Kwamuri mambo, kwamuri mambo, eeh
Makandidzikinurawo pakawanda
Makandiyambutsa mumupata wemakuva
Musharukwa wamazuva, ndiyo nguva
Ohh, ohh
Nyamatsatsi yedenga
Musharukwa wamazuva, ooh
Misha yekare kose
Ndotenda, ndotenda baba
Ndiri chiiko zvamunondifunga?
Ko ndiri aniko zvamandibatsira?
Ndokupeiko nezvamunondiitira?
Ndotenda, ndotenda baba
Ko munhu chiiko, zvamunomufunga?
Ko ndiri aniko, zvamandishanyira?
Ndokupei zvamandibatsira?
Ndotenda, ndotenda baba
Ndiri aniko, imi musipo?
Hupenyu hwacho hwoda muripo
Kutsi kwenguva touya ikoko
Imi mugere muhumambo
Aah hee, aah hee, aah hee
Nyamatsatsi yedenga
Musharukwa wamazuva (nyamatsatsi yedenga)
Misha yekare kose, ndotenda, ndotenda baba
Ko ndiri chiiko zvamunondifunga?
Ko ndiri aniko zvamandibatsira?
Ndokupei nezvamunondiitira?
Ndotenda, ndotenda baba
(Munhu chiiko) ko munhu chiiko zvamunomufunga?
Ko ndiri aniko, zvamandishanyira?
Ndozvirevepi zvamandibatsira?
Ndotenda, ndotenda baba
Nhai mambo wee
Nhai mambo wee, haa
Musiki weee, hee, hee

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Izwi

2022 · альбом

Похожие исполнители