Kishore Kumar Hits

Feli Nandi - Hossana текст песни

Исполнитель: Feli Nandi

альбом: Izwi


(Simplex music) ooh
Vamwe vanoti hossana, vamwe ndivo vanomhanya nembiya
Vachida kubviswa munyama, kuti vaone anovada
Kunyengetera kuti ndiwane anondida
Kunamatira kuti awane anomuda
Baba ndipei anoita (ah honde)
Chero mutsvuku anoita (aheya heya honde)
Murefu anoita (ah honde)
Baba ini ndatambura asi ndongoda anoita (aheya heya honde)
Ndipei chero anoita (aheya heya honde)
Kunyengetera, baba ini ndakumbira ishe
Kunamatira, baba ini ndakumbira ishe
Kunyengetera, baba ini ndakumbira ishe
Kunamatira, baba ini ndakumbira ishe
Ndoripfeka chete jira jena, vakanditarisa
Dzinotsika mombe gumi dzaenda, ndichimbovaunganidza
Ndafadza vekwedu, vanopemberera
Kuvhura mapoto huku dzaibva, sahwira mupei doro
Mari yedare varume vagovana, nhasi hapachina chimwe
Kunyengetera kuti ndiwane anondida
Kunamatira kuti awane anomuda
Baba ndipei anoita (ah honde)
Chero mutsvuku anoita (ah honde)
Murefu anoita (ah honde)
Baba ini ndatambura asi ndongoda anoita (ah honde)
Ndipei chero anoita (ah honde)
Kunyengetera, baba ini ndakumbira ishe
Kunamatira, baba ini ndakumbira ishe
Kunyengetera, baba ini ndakumbira ishe
Kunamatira, baba ini ndakumbira ishe
Minamato yapindurwa, ishe Mwari mandigonera
Douyayi Chitova, handina neremuromo
Hamburamakaka yerume, ndiye anondigonera
Vamwe vanoti hossana, vamwe ndivo vanomhanya nembiya
Vachida kubviswa munyama, kuti vaone anovada
Kunyengetera kuti ndiwane anondida
Kunamatira kuti awane anomuda
Baba ndipei anoita (ah honde)
Chero mutsvuku anoita (ah honde)
Murefu anoita (ah honde)
Baba ini ndatambura asi ndongoda anoita (ah honde)
Ndipei chero anoita (ah honde)
Kunyengetera, baba ini ndakumbira ishe
Kunamatira, baba ini ndakumbira ishe
Kunyengetera, baba ini ndakumbira ishe
Kunamatira, baba ini ndakumbira ishe

Haa, hongu, baba heya hongu
Haa, hongu, baba heya hongu
Haa, hongu, baba heya hongu
Kunyengetera, baba ini ndakumbira ishe
Kunamatira, baba ini ndakumbira ishe
Kunyengetera, baba ini ndakumbira ishe
Kunamatira, baba ini ndakumbira ishe

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители