Kishore Kumar Hits

Feli Nandi - Changamire текст песни

Исполнитель: Feli Nandi

альбом: Izwi


Changamire woyee, changamire woyee
Muzivi wezita rangu, muzivi wezita rangu
Changamire woyee, changamire woyee
Muzivi wezita rangu, muzivi wezita rangu
Mangwanani anhasi ishe wangu, ndamuka ndiri pakamanikana
Mauro anhasi ishe wangu ndarara ndakabatikana
Dzimwe nguva zvinondiremera
Dzimwe nguva ndinozvitadza
Mutoro wacho unondikunda
Upenyu hwacho hunonditsikirira
Asi ndikarangarira, ishe wangu, ishe wangu
Asi ndikarangarira kwamandibvisa nerudo rwenyu(changamire woyee)
Changamire woyee(changamire woyee)
Musharukwa wekare, muzivi wezita rangu(muzivi wezita rangu)
Muzivi wezita rangu
Eeeh eeeh
Changamire woyee, changamire woyee
Musharukwa wekare(changamire woyee)
Nyamatsatsi yedenga
Muzivi wezita rangu(muzivi wezita rangu)
Hamu misi handirare
Munoti mwana wangu wakakomborerwa, wakabvumbamirwa nedenga
Ndiri mwana wefavour, changamire vanozvipedza
Ndiri mwana wefavour, changamire vanozvipedza
Asi ndikarangarira, ishe wangu, ishe wangu
Asi ndikarangarira kwamandibvisa nerudo rwenyu
(Changamire woyee, changamire woyee)
Nyamatsatsi woyee, musharukwa wekare
Muzivi wezita rangu, muzivi wezita rangu
(Changamire woyee)
Musharukwa wekare(changamire woyee)
(Muzivi wezita rangu, muzivi wezita rangu)
Changamire woyee(changamire woyee)
Changamire woyee(changamire woyee)
Muzivi wezita rangu, muzivi wezita rangu
Changamire woyee, changamire woyee
Musharukwa wekare, muzivi wezita rangu
Nyamatsatsi yedenga
Muzivi wezita rangu, ndibvumbamireiwo
Aaah eeh eeeh eeeh

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители