Kishore Kumar Hits

Feli Nandi - Moyo Hauudzirwe текст песни

Исполнитель: Feli Nandi

альбом: Izwi


Pandinomuka mangwanani pfungwa dzinotanga kundibata ndedzako
Ndinotanga kufunga zviye, zviye zvinoitwa nemaoko ako
Ndinokurambira nyaya dzako usipo, kuita serema
Ndinokurambira mhosva dzako usipo, kuita serengure
Kuti ha-a-a-a-a, moyo hauudzirwe
Kuti ha-a-a-a-a, moyo hauudzirwe
Ha-a-a-a-a, moyo hauudzirwe
Moyo hauudzirwe, moyo hauudzirwe, eh
Kana moyo uchinge wada, kana moyo uchinge wasarudza
Kana moyo uchinge wagamuchira, hauudzirwe
Kana moyo uchinge wada, kana moyo uchinge wasarudza
Kana moyo uchinge wagamuchira, hauudzirwe
Ha-a-a-a-a, moyo hauudzirwe
Ha-a-a-a-a, moyo hauudzirwe
Ha-a-a-a-a, moyo hauudzirwe
Moyo hauudzirwe, moyo hauudzirwe

Alicious
Chero mukagarisana matare, chero mukafungidzana zvekare
Kuudzana mashoko, pfungwa ndingori, hauudzirwe
Unozongoerekana wati ndakuda, wongoerekana wati ndokuda
Hauudzirwe moyo kana wada, hauudzirwe
Kana moyo uchinge wada (Kana moyo uchinge wada)
Kana moyo uchinge wasarudza (kana moyo uchinge wasarudza)
Kana moyo uchinge wagamuchira (he-e-e-e-e-e) hauudzirwe
Kana moyo uchinge wada (kana moyo uchinge wasarudza)
Kana moyo uchinge wasarudza (chero ukazviramba)
Kana moyo uchinge wagamuchira (he-e-e-e-e-e) hauudzirwe
La-a-a-a-a, moyo hauudzirwe
Ha-a-a-a-a, moyo hauudzirwe
Ha-a-a-a-a, moyo hauudzirwe
Moyo hauudzirwe, moyo hauudzirwe
Kana moyo uchinge wada, kana moyo uchinge wasarudza
Moyo hauudzirwe, hauudzirwe, hauudzirwe (hauudzirwe)
Moyo hauudzirwe
Moyo hauudzirwe

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители