(Alicious) Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana Pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe Nditatarike sei ndodzorwa newe, hee Pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe Nditatarike sei ndodzorwa newe Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe Zvandinonzwa zve (zvandinonzwa) hazvidi godobori (hazvidi muroyi) Zvinonzwisiswa chete nevaRozvi, zvinovengwa chete nevaroyi Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe) Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe) Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe) Vomira voti hoyi (nekuti ndiwe) Mukana ndinawo, regai ndimude mwene wazvo Nguva yacho ndiyoyi, regai ndimude mwene wazvo Ndoona iye chete, regai ndimude mwene wazvo Iye ndiye aba moyo, regai ndimude mwene wazvo Ehee, pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe Nditatarike sei ndodzorwa newe, hee Pavari vari zana ndoona iwe, kana pari pachaunga ndoona iwe Nditatarike sei ndodzorwa newe Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe Ndiwe, ndiwe, ndiwe, ndiwe Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana Chero ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana Ini newe tichiwirirana, chero ini newe tichiwirirana (hazvidi muroyi) Wakasimba moyo