Sanii Makhalima - Kana Ndada - Club Remix текст песни 
      Исполнитель: 
      Sanii Makhalima
      
      альбом: Handimbokusiye
      
  
        
      
  
  
      
      
      Ndomuda kana kana ndada ndada heeyi Mr Makalima ohhh ooooh oooh oooh. Ndomuda.
Kana ndada ini ndinenge ndatoda kusvika hadesss eeeyi.
Kuswero mirira guyo sembwa handizvigoni iiihhh.
Ndofamba nani ndotamba nani iwe usipo. Ndoudza ani zvanetsa ini iwe usipo.
Kana ndada munhu inini.
Ndamuda chokwadi ndomuda ndomuda.
Ndomuda kusvika ndafa ndamuda chokwadi ndomuda ndomuda ndomuda. Kana kana kana ndada ndada ndada ndada kana kana kana ndada ndomuda ndada munhu ndomuda ndomuda ndomuda.
Kana ndada inini ndinenge ndatoda kusvika kumagumo.
Rudo chete runondituma kuti ndivimbike kune mumwe chete chete chete.
Ndovimba nani ndofamba nani iwe usipo. Ndoudza ani zvanetsa ini iwe usipo.
Kana ndada munhu inini ndamuda pachokwadi ndomuda ndomuda ndomuda ndomuda ndomuda kusvika ndafa ndamuda pachokwadi ndomuda kana kana kana ndada ndada ndada ndada munhu ndapengeswa nerudo ndapengeswa nerudo ohuwo ooh ohh ohhkana ndada munhu inini ndamuda pachokwadi ndomuda ndomuda ndomuda ndomuda ndomuda kusvika ndafa ndomuda pachokwadi ndomuda ndomuda kana kana ndada ndada ndomuda ndomuda kana ndada ndada ndada ndada munhu ndomuda ndomuda
      
      Поcмотреть все песни артиста
  
    
    
  
    
      Другие альбомы исполнителя