Kishore Kumar Hits

Trevor Dongo - Takonana текст песни

Исполнитель: Trevor Dongo

альбом: First Verse


Zim stars you gotta know baby
Trevor D you gotta know baby
Machie you gotta know baby
Mac D production
Ndiwe wakatanga kudaro
Ndiwe waiita zvenharo
Ndiwe wakandinyengadza ukabaya moyo wangu umm
Kundirwadzisa kwakaunza kuvhiringana pakati pedu bvatapesana
Chikonzero ndiwe waparadza wega zvatakavaka
Zvataiva zvava zvekare
Iwe neni taguma
Dai taikwanisa taidzokera kwataka tangira
Saka iwe neni-i (takonana, takonana, takonana zvachose)
Iwewe neni (takonana, takonana, takonana zvachose)
Iwe nenini (takonana, takonana, takonana zvachose)
Hapachina rudo (takonana takonana) oh baby (takonana zvachose)
Ndiwe wakandivanzira iwe
Ndiwe wakandivhara pfungwa
Ndiwe wakatyora mhiko dzakatanga tasunga
Ndiwe wandirwadza moyo
Kubaya wangu moyo nepfumo
Kundigura kunorira ndaperaka simba
Zvataiva zvava zvekare
Iwe neni taguma
Hazvichakwanisika kudzokera
Kwataka tangira baby (takonana, takonana takonana zvachose)
Iwewe neni, iwewe neni (takonana takonana takonana zvachose)
Hapachina rudo, iwewe neni (takonana takonana takonana zvachose)
Iwewe neni (takonana takonana takonana zvachose)
Ooh ooh (takonana takonana takonana zvachose)
Iwewe neni (takonana takonana takonana zvachose)
Baby baby baby (takonana takonana zvachose)
Haufe wakawana mumwe akaita seni, kwauchaenda
Handikusuwe waenda-a (yeah yeah yeah) hey
Pataifara tose, pataifara
Pataiseka, pataiseka
Pataifara hapachina rudo-o (takonana takonana takonana zvachose)
Isu takonana (takonana takonana zvachose)
Baby takonana (takonana takonana)
Baby takonana (takonana zvachose)
Baby takonana (takonana takonana)
Baby takonana (takonana zvachose)
Ndiwe waiita zvenharo
Ndiwe wayindinyengedza ukabaya moyo wangu
Ndiwe wakandivanzira iwe
Ndiwe wakandivhara pfungwa
Ndiwe wakatyora mhiko dzakatanga tasunga

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель

ExQ

Исполнитель