Kishore Kumar Hits

Trevor Dongo - Taking My Time текст песни

Исполнитель: Trevor Dongo

альбом: Taking My Time


I'm taking my time with you
I'm saving myself for you
(Oh, Bad Tings music, nice TV)
First and for most ndichati rasikei zvishoma pakanyaya kangu
Mwana andivhiringidza pfungwa uyu
Moyo wangu wakadambuka, kushaya kana mumwe angausonanidza
That's when she came, akatanga kumumutsiridza
Akati kwandiri
I'm taking my time with you
Pakutanga zvaisandirevera achiti
I'm saving myself for you
Ndikati wandibvira nepiko
(Handichina kwekumhanyira)
Moyo wangu wazodzikama
(Handichina kwekumhanyira)
Wandigadzirira wangu mukana
(Handichina kwekumhanyira)
Moyo wangu wazodzikama
(Handichina kwekumhanyira)
Wondigadzirira wangu mukana
Let's take it slow
Hatichina kwekumhanyira mudikani
Kare paye ndakamhanya
Ndikazogumisidza ndagumburwa
Nekuda kwenharo
Handina kunge ndaziva
Kuti zvandinoda zviri mberi kwemeso angu
Ndaitsvaga ndichibira bira
Ndadzika midzi, ndoti kwauri
I'm taking my time with you
Pakutanga zvaisamurevera ndichiti
I'm taking my time with you
Inyaya dzemoyo, nyaya dzemoyo
(Handichina kwekumhanyira)
Moyo wangu wazodzikama
(Handichina kwekumhanyira)
Wondigadzirira wangu mukana
(Handichina kwekumhanyira)
Moyo wangu wazodzikama
(Handichina kwekumhanyira)
Wondigadzirira wangu mukana
(Handichina kwekumhanyira)
Moyo wangu wazodzikama
(Handichina kwekumhanyira)
Wondigadzirira wangu mukana
Vachatanga kutaura, eh
Kunge nziyo vachishaura
Rudo rwangu naiye, rwangu naiye
Kuti dai zvafa, tishaye rugare
Asi hatisi takazvisarudza, ndiMwari waona
(Handichina kwekumhanyira)
(Handichina kwekumhanyira)
Babe, oh-oh
(Handichina kwekumhanyira)
Moyo wangu wazodzikama, babe
(Handichina kwekumhanyira)
Handichina kwete, kwekumhanyira, no
(Handichina kwekumhanyira)
Moyo wangu wazodzikama
(Handichina kwekumhanyira)
Wondigadzirira wangu mukana, babe
(Handichina kwekumhanyira)
Handichina kani, no, no, no
(Handichina kwekumhanyira)
Whoa, whoa, whoa, whoa
(Handichina kwekumhanyira)
(Handichina kwekumhanyira)
Wondigadzirira wangu mukana
(Handichina kwekumhanyira)
Moyo wangu wazodzikama
(Handichina kwekumhanyira)
Oh-oh, wangu mukana

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель

ExQ

Исполнитель