Kishore Kumar Hits

Trevor Dongo - Song Yako текст песни

Исполнитель: Trevor Dongo

альбом: Song Yako


Song yako iyi
Ndini Trevor wekwaDongo
Umm (chingoswedera, swedera, swedera)
Swedera, umm oh (swedera, swedera)
(Chingoswedera, swedera, unzwe baby) yeah
Ndine zvandokudira, havangazvinzwisise
Only I know, so no one can know
Ndine zvandokudira babe, havangazvinzwisise
Only I know, so no one can know
Pakati (pakati) pemoyo wangu, nyatsogara zvako unyatsozororera
Moyo wangu ndewako wega
Zvandakati (zvandakati) handikusiye baby, nyatsogara zvako unyatsozororera
Moyo wangu ndewako wega
Kunyangwe vaka-doubter it won't matter
Pavano-louder you pay no mind
Nekuti ndiwe wandakada, it's only you my forever love
Kunyangwe vaka-doubter it won't matter
Pavano-louder you pay no mind
Nekuti ndiwe wandakada, it's only you my forever love, yeah, woah
(Pandokutevera, tevera, tevera)
(Pandokufambira, fambira, fambira)
(Pandokuimbira, imbira, imbira, havazvinzwisise)
(Pandokutevera, tevera, tevera)
(Pandokufambira, fambira, fambira)
(Pandokuimbira, imbira, imbira, havazvinzwisise)
Usazofuririka nemashamwari kuti undirambe
Rudo rwangu chokwadi, haruzi rwedambe
Zvauri mwana kwaye (mwana kwaye)
Inini jaya kwaro (jaya kwaro)
Tikafamba munzira ine rudo, zvasara hazvisina maturo
I just need you to trust me when you hold my hand
Pakati pemoyo, rudo parwugere
Pakati (pakati) pemoyo wangu, nyatsogara zvako unyatsozororera
Moyo wangu ndewako wega
Zvandakati (zvandakati) handikusiye oh, nyatsogara zvako unyatsozororera
Moyo wangu ndewako wega
Kunyangwe vaka-doubter it won't matter
Pavano-louder you pay no mind
Nekuti ndiwa wandakada, it's only you my forever love
Kunyangwe vaka-doubter it won't matter
Pavano-louder you pay no mind
Nekuti ndiwa wandakada, it's only you my forever love
(Ndine zvandokudira) yeah (havangazvinzwisise) yeah
(Only I know) yeah (no one can know) yeah
(Ndine zvandokudira) yeah (havangazvinzwisise) yeah
(Only I know) yeah baby oh

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель

ExQ

Исполнитель