Kishore Kumar Hits

Nyasha David - Zvakarongwa текст песни

Исполнитель: Nyasha David

альбом: Advocate of Love


Sekugutswa kwenyota, kupora kwechironda
Kuzadzikiswa kwezvandakarota, ndakuwana
Sekunyura kwaroo zuva, nyeredzi dzotekeshera
Moyo wangu wobva wafara, ndakuwana
Handaimbofungira kuti zvakrongwa
Ndosaka moyo wangu uzere mibvunzo
Zvandaingoshuwira kuti zvakarongwa
Ndosaka moyo wangu uchida mhinduro
Waivepi, pandaishungurudzwa moyo wangu nevamwe
Waivepi, pandaishungurudzwa pfungwa dzangu nevamwe
Asi wauya ka
Wauya
Mudiwa chinzwa ka
Wauya
Asi wauya ka
Wauya
Mudiwa chinzwa ka
Kusanganiswa kwakarongwa uku,naiye wakasika
Aiva mashoko ekunyaradza,apo moyo wangu uchiungudza
Ndaingoshingirira moyo wangu uchidokwaira
Ndiine chivimbo chekuti rimwe zuva,ndichagarika
Ndiani waiziva kuti izvi zvakarongwa
Ndosaka moyo wangu uzere mibvunzo
Zvandaingoshuwira kuti zvakarongwa
Ndosaka moyo wangu uchida mhinduro
Waivepi,pandaishungurudzwa moyo wangu nevamwe
Waivepi,pandaishungurudzwa pfungwa dzangu nevamwe
Asi wauya ka
Wauya
Mudiwa chinzwa ka
Wauya
Asi wauya ka
Wauya
Mudiwa chinzwa ka
Sekutungidzwa kwechiedza murima
Ngavaone,ngavazvizive ndakuwana
Sekutungidzwa kwechiedza murima
Ngavaone,ngavazvizive ndakuwana
Waivepi,pandaishungurudzwa moyo wangu nevamwe
Waivepi,pandaishungurudzwa pfungwa dzangu nevamwe
Asi wauya ka
Wauya
Mudiwa chinzwa ka
Wauya
Asi wauya ka wauya ka wauya ka
Mudiwa chinzwa ka

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель

Roki

Исполнитель