Kishore Kumar Hits

Nyasha David - Ndoda(I Do) текст песни

Исполнитель: Nyasha David

альбом: Ndoda(I Do)


Ndadzamirwa nerudo, zvekudaro
Wazadzisa moyo nemufaro
Wavharisa mutambo ungavepo
Muhana kana pfungwa werudo
Ribude, rinyure chishuwo chimwe
Ndikude, ndikuratidza iwe
Kuti ndoda, ndoda, ndoda, ndoda
Ndoda kuva newe mazuva ose
Ndoda, ndoda, ndoda
Ndoda kuva newe mazuva ose

Ndazarirwa nerudo, dumbiro
Ugare uripo, chikumbiro
Tizadzise zvese zvitsidzo
Rudo kwatiri isarudzo
Ribude, rinyure chishuwo chimwe
Ndikude, ndikuratidze iwe
Kuti ndoda, ndoda, ndoda ndoda
Ndoda kuva newe mazuva ose
Ndoda, ndoda, ndoda
Ndoda kuva newe mazuva ose
Handiregi kusarudza rudo
Handineti kusarudza iwe neni
Handizezi kusvika kumagumo
Ndoda ndoda ndoda
Ndoda kuva newe mazuva ose
Ndoda ndoda ndoda
Ndoda kuva newe mazuva ose

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель

Roki

Исполнитель