Amai ndinokumbira ruregerero
Pamukadzi uya wamakandiroorera
Takarambana, takatadza kuwirirana
Amai ndinokumbira ruregerero
Pamwana uya wamakandiroorera
Takarambana, takatadza kuwirirana
Amai ndinokumbira ruregerero
Pamukadzi uya wamakandiroorera
Takarambana, takatadza kuwirirana
Parudo rwedu chairwo taiwirirana
Kana mumba medu chaimo taiwirirana
Kana hama dzangu aidzibata zvakanaka
Hapana kana chimwe chete chandaimushora inini
Parudo rwedu chairwo taiwirirana
Kana mumba medu chaimo taiwirirana
Kana hama dzangu aidzibata zvakanaka
Hapana kana chimwe chete chandaimushora inini
Takazopesana pandakamubata nechikomba
Asi mukadzi uye ndaimuda amaiwo
Takazopesana pandakamubata nechikomba
Asi mukadzi uye ndaimuda amai
Ndikati zviri nane kuroora mukadzi anoroya
Pane kuroora anopa rudo rwangu kumunhu wese wese
Amai ndaramba ini
Zviri nane kuroora mukadzi anoroya
Pane kuroora anopa rudo rwangu kumunhu wese wese
Amai ndaramba ini
Zviri nane kuroora mukadzi anomuka
Pane kuroora anopa rudo rwangu kumunhu wese wese
Amai ndaramba ini
Zviri nane kuroora mukadzi anoroya
Pane kuroora anopa rudo rwangu kumunhu wese wese
Amai ndaramba ini
Ndakakuudzai wani amai
Inga ndakakuudzai wani amai
Kuti dai mandirega ndatsvagawo wangu wandinoda

Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя