Vaimuziva Jesu kuti mwana waMwari
Vaimuziva Jesu kuti mwana waMwari
Vairamba chete, kuti ndiye mwana waMwari

Ngaaroverwe
Ngaaroverwe
♪

Dai ndaive ndirini Mambo, vachindinetsa vanhu ava

Ndaivaranga chete, ndaivaranga vanhu ava

Ndicharamba ndichiimba, nemhosva yamakapihwa

Ndeyeiko mhosva yacho? Yekuponesa vanorwara
Ndeyeiko mhosva yacho? Yekusvinudza mapofu
Ngaaroverwe
Ngaaroverwe
♪
Ndicharamba ndichiimba, nemhosva yamakapihwa
Ndicharamba ndichiimba, nemhosva yamakapihwa
Ndeyeiko mhosva yacho? Yekusvinudza mapofu
Ndeyeiko mhosva yacho? Yekutasanudza zvirema
Ngaaroverwe
Ngaaroverwe
Dai ndaive ndirini Mambo, vachindinetsa vanhu ava
Dai ndaive ndirini Mambo, vachindinetsa vanhu ava
Ndaivaranga chete, ndaivaranga vanhu ava
Ndaivaranga chete
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя