Kishore Kumar Hits

Mechanic Manyeruke and The Puritants - Ndeyeiko Nyaya Iyo? текст песни

Исполнитель: Mechanic Manyeruke and The Puritants

альбом: The Very Best Of


Nezuva guru rokumuka, Jesu
Wakasangana navarume vaviri
Vachie-enda kuEmaus
Havana kumuziva
Wakavabvunza nyaya yavaitaura
Kuti ko, inyaya yei ko?
Vakamutarisisa, ndiani ko uyo?
Havana kumuziva
Ndeyei ko?
Ndeyei ko?
Ndeyei ko, nyaya yamunotaura?
Ndeyei-i ko, ndeyei ko? Mambo
Havana kumuziva
Ndeyei ko?
Ndeyei ko?
Ndeyei ko, nyaya yamunotaura?
Ndeyei-i ko, ndeyei ko? Mambo
Havana kumuziva
Ko iwe ndiwe ani ko,
Usingazive izvo zvakaitika?
Ndezvei-i ko, ndezvei ko, Mambo?
Ohh ndezva Jesu
Ndeyei ko?
Ndeyei ko?
Ndeyei ko, nyaya yamunotaura?
Ndeyei-i ko, ndeyei ko, Mambo
Ohh ndeya Jesu
Vakamunyengetedza murume iyeyu
Kuti vaende naye muguta
Vakapi-inda muimba iyoyo
Havana kumuziva
Akamedura chingwa ndokuvapa
Akati huyai tinamate
Vakatarisisa, vakaziva Jesu
Kuti ndiye Jesu
Ndiyeyu ka
Ndiyeyu ka
Ndiyeyu ka
Ndiye-eyu Jesu
Ndiyeyu-u ka
Ndiyeyu ka, Mambo
Ohh ndiye Jesu
Ndeyei ko?
Ndeyei ko?
Ndeyei ko, nyaya yamunotaura?
Ndeyei-i ko, ndeyeiko, Mambo
Ohh ndeya Jesu

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители