Kishore Kumar Hits

Leornard Karikoga Zhakata - Kandirendire текст песни

Исполнитель: Leornard Karikoga Zhakata

альбом: Ndingaite Sei?


Hoka
Shirley yee Shirley yee Shirley yee
Shirley yee
Shirley yee
Aiwa kandirendire zvako asi zveseka unazvo
Aiwa kandirendire zvako asi zveseka unazvo
Aiwa kandirendire zvako asi chimiroka unacho
Aiwa kandirendire zvako ende ruvaraka unarwo
Aiwa kandirendire zvako
Shirley unokanawo
Aiwa kandirendire zvako asika une rudadiso
Shirley yee
Kubva musi uye wawakandipakurira rudo rwako Shirley mamaye
Nenyama yangu ndopayazivawo rugare
Ndakabva ndangokanganwa kuti pasi rine nhamo
Ndizvo saka nanhasi ndofamba newe mupfungwa dzangu Shirley mamaye
Nenyama yangu ndopayazivawo rugare
Ndakabva ndangokanganwa kuti pasi rine nhamo
Ndizvo saka nanhasi ndofamba newe mupfungwa dzangu Shirley mamaye
Because I love you Shirley yee
Shirley yee
Kubva musi uye wawakandipakurira rudo rwako Shirley mamaye
I'm now living in a more satisfying life of happiness you will never know
I'm now living in a more satisfying life of happiness
Ndinotenda Shirley yee
Ukandiona ndatsamwiswa ndiimbirewo dzerudo unondiona ndonyemwerera babe
Ukandiona ndatsamwiswa ndiimbirewo dzerudo unondiona ndonyemwerera babe
Vakandiona ndasuwa ngavakudane pedyo vanondiona ndonyemwerera sweetie
Vakandiona ndasuwa ngavakudane pedyo vanondiona ndonyemwerera sweetie
Shirley yee
Chindipa kutonga rudo rwako ndokupa kutonga rudo rwangu babe
Chindipa kutonga upenyu hwako ndokupa kutonga upenyu hwangu babe
Chindipa kutonga nyama yako ndokupa kutonga nyama yangu babe
Chindipa kutonga kese kako ndokupa kutonga homwe yangu babe
Shirley yee
Aiwa kandirendire zvako asi zveseka unazvo
Aiwa kandirendire zvako asi zveseka unazvo
Aiwa kandirendire zvako asi chimiroka unacho
Aiwa kandirendire zvako ende ruvaraka unarwo
Aiwa kandirendire zvako
Shirley unokanawo
Aiwa kandirendire zvako asika une rudadiso
Shirley yee
Shirley yee babe yee
Shirley yee babe yee
Shirley yee babe yee
Shirley yee babe yee
Sweetie yee
Honey yee
Lovie yee
Babe yee
Sweetie yee
Shirley yee babe yee
Shirley yee babe yee
Shirley yee babe yee
Shirley yee babe yee
Sweetie yee
Honey yee
Pane rudo pano apa
Pane love pano apa
Pane rudo pano apa
Pane love pano apa
Pane rudo pano apa
Pane love haa
Shirley I love you
Sweetie I love you
Honey I love you
Babe I love you
Honey I love you
Sweetie I love you

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители