Kishore Kumar Hits

Leornard Karikoga Zhakata - Chiuyaka текст песни

Исполнитель: Leornard Karikoga Zhakata

альбом: Dzave Ndangariro


Kana ndisingakanganisi takatendarana
Kuti pakuyambuka tichabatana maoko
Takati pakuyambuka ndichakubata ruoko
Pakuyambuka uchandibata ruoko
Pakuyambuka ndichakubata ruoko
Pakuyambuka
Toyambuka pamwe chete

Vanofambidzana vaviri vaviri
Oh ini ndiri ndega
Vanofambidzana vaviri vaviri
Oh ini ndiri ndega
Nechimiro pane vamwe handichina
Handichina
Nechimiro pane vamwe handichina
Handichina
Asi kana ndisingakanganisi takatendarana
Kuti pakuyambuka tichabatana maoko

Takati pakuyambuka ndichakubata ruoko
Pakuyambuka uchandibata ruoko
Pakuyambuka ndichakubata ruoko
Pakuyambuka
Toyambuka pamwe chete

Zvichinge zviripo zvandaikukanganisirawo
Handirambe
Zvichinge zviripo zvandaikukanganisirawo
Handirambe
Ndichinge ndakukumbirawo ruregerero, ungadzoka kwandiri here?
Ndichinge ndakukumbirawo ruregerero, ungadzoka kwandiri here?
Hona mandiri, upenyu hwangu rave gasva
Ndati mandiri, upenyu hwangu rave gasva
Chihuyaka (chihuyaka)
Tichienda kwataichienda
Chihuyaka (chihuyaka)
Tichienda kwataichienda
Chihuyaka (chihuyaka)
Uchindipa zvawaichindipa
Chihuyaka (chihuyaka)
Uchindipa zvawaichindipa
Chihuyaka (chihuyaka)
Tichiita zvataichiita
Chihuyaka (chihuyaka)
Tichiita zvataichiita
Chihuyaka (chihuyaka)
Tichienda kwataichienda
Chihuyaka (chihuyaka)
Tichienda kwataichienda
Chihuyaka (chihuyaka)
Uchindipa zvawaichindipa
Chihuyaka (chihuyaka)
Tichiita zvataichiita

Ndarangarira zvemwaka uya wangu
Ndarangarira zvemwaka uya wangu
Pandaiti ndikangowana chandibhowa
Ndochengetera kuzokupandira wangu
Newewo waiti ukangowana chakufadza
Wochengetara kuzondipandira wako
Taisiti tikangosuwana chete
Panhare tobatana
Taisiti tikangosuwana chete
Panhare tobatana
Zvino chakagona chakasvikokubvuta mandiri
Chakagona chakasvikokubvuta mandiri
Chakagona chakasvikokubvuta mandiri
Chakagona chakasvikokubvuta mandiri
Ndazove rombe iro
Ndatove rombe panyika
Ndazove rombe iro
Ndatove rombe panyika
Ndiwe here wakaita fungira mumoyo
Ndiwe here wakaita fungira mumoyo
Ndiwe here wakaita fungira mumoyo
Ndiwe here wakaita fungira mumoyo
Asi kana ndisingakanganisi takatendarana
Kuti pakuyambuka tichabatana maoko
Kana ndisingakanganisi takatendarana
Kuti pakuyambuka tichabatana maoko
Umm mama sa sa sa sa sa sa

Chihuyaka (chihuyaka)
Tichienda kwataichienda
Chihuyaka (chihuyaka)
Tichienda kwataichienda
Chihuyaka (chihuyaka)
Uchindipa zvawaichindipa
Chihuyaka (chihuyaka)
Uchindipa zvawaichindipa
Chihuyaka (chihuyaka)
Tichiita zvataichiita
Chihuyaka (chihuyaka)
Tichiita zvataichiita

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители