Kishore Kumar Hits

Devera Ngwena Jazz Band - Ndichakutiza текст песни

Исполнитель: Devera Ngwena Jazz Band

альбом: The Best Of


Kana wandida ini ndakutora
Kana wandida ini uchagara bhoo
Kana wandida ini ndakutora
Kana wandida ini uchagara bhoo
Zvese ndichakupa, zvinotapira nezvinovavira
Kana wandida ini zvese uchazviwana
Zvese ndichakupa, zvinotapira nezvinovavira
Kana wandida ini zvese uchazviwana
Nhasi zviripi zvese zvawaindiudza?
Nhasi turipiko tunotapira twawaireva?
Nhasi zviripi zvese zvawaindiudza?
Nhasi turipiko tunotapira twawaireva
Ndichakutiza iwe
Kana ndazvifunga
Ndichakutiza iwe
Kana ndazvifunga
Chimbidza, chmbidza
Eyi! Eyi!
END

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители