Devera Ngwena Jazz Band - Shamwari Yangu Wakaipa текст песни
Исполнитель:
Devera Ngwena Jazz Band
альбом: Devera Ngwena 2
Iwe shamwari yangu, shamwari yangu wakaipa

Iwe shamwari yangu, shamwari yangu unodada

Iwe shamwari yangu, shamwari yangu unonyepa

Hee shamwari yangu, hee wakaipa
Hee shamwari yangu, iwe wakaipa
Hee shamwari yangu, hee wakaipa
Iwe shamwari yangu, hee wakaipa
Aah, sorry
Kudadira ini iwe?
Haudadirwi nekuti uri chii iwe?
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя