Ndatambura mudiwa dzoka
Handichakugumbura
Ndayaura mudiwa dzoka
Upodze moyo wangu kani
Ndatambura mudiwa dzoka
Handichakugumbura
Ndayaura mudiwa dzoka
Upodze moyo wangu kani
♪
Ndatambura mudiwa tarisa
Vana havachina mureri
Ndayaura mudiwa hona
Vana vapera kuonda
Ndatambura mudiwa tarisa
Vana havachina mureri
Ndayaura mudiwa hona
Vana vapera kuonda
♪
Hapachina angavachengete
Hapachina angavabikire
Hapachina angavawachire
Kunze kwako iwe amai vavo
Hapachina angavachengete
Hapachina angavabikire
Hapachina angavawachire
Kunze kwako iwe amai vavo
♪
Dzoka mudiwa kani dzoka iwe ndakatadza
♪
Dzoka mudiwa kani dzoka iwe ndakatadza
Ndakafurirwa mudiwa nevanhu vakaipa
Ndikafunga vana vedu mudiwa
Ndikafunga iwe zvakare mudiwa
Zvinondishungurudza
Zvinonditambudza
Zvinondipedza simba
Zvinondidya moyo
Ndiregerere mudiwa
Ndiregerere mudiwa
Ndiregerere mudiwa
Ndiregerere mudiwa
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя