Kishore Kumar Hits

Ngonie Kambarami - Wobvira текст песни

Исполнитель: Ngonie Kambarami

альбом: Ngonie Still


Muchero weupenyu wangu wava kuzomera pauri iwe
Nokuti kubva kutsi kwe(moyo wangu) ini
Nemunjere dzangu handichakwanisa
Zvandaiita ndiri mujaya zvavakuzoguma ndazogutsikana
Ini newe tiri vaviri
Tichirigara zviri most bhoo tiri paghetto
Iwe neni tiri vaviri
Tichirigara zviri most bhoo tiri paghetto
Wobvira (moyo wangu)
Wopfuta (moyo wangu)
Wobvira huya udzimure (moyo wangu)
Wobvira (moyo wangu)
Wopfuta (moyo wangu)
Wobvira huya udzimure
Ini ndava nokugadzikana imo muhana zvandakuwana
Nokuti zvandaitsvaga ndazozozviwana mauri iwe
Zvirimo imo mauriwe, huya udzimure moto zvoworema
Ini newe tiri vaviri
Tichirigara zvedu zviri most bhoo tiri paghetto
Iwe neni tiri vaviri
Tichirigara zviri zvedu most bhoo tiri paghetto
Wobvira (moyo wangu)
Wobvira (moyo wangu)
Wopfuta huya udzimure (moyo wangu)
Wobvira (moyo wangu)
Wobvira (moyo wangu)
Wopfuta huya udzimure (moyo wangu)
Chiuuya (huya) tigarisane (tigarisane)
Douya (douya) tiwirirane (tiwirirane)
Wovimbisa (wovimbisa) kusandisiya (kusandisiya)
Huya tigare tose
Wobvira (moyo wangu)
Wobvira (moyo wangu)
Wopfuta huya udzimure (moyo wangu)
Wobvira (moyo wangu)
Hona wobvira (moyo wangu)
Wopfuta huya udzimure iwe
Wobvira (moyo wangu)
Wobvira (moyo wangu)
Wopfuta huya udzimure (moyo wangu)
Wobvira (moyo wangu)
Wobvira (moyo wangu)
Wopfuta huya udzimure

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Roki

Исполнитель

ExQ

Исполнитель