Kishore Kumar Hits

Ngonie Kambarami - Zvaunondiita So текст песни

Исполнитель: Ngonie Kambarami

альбом: Werudo Ungamudii?


Yeah man
Iwe (let's talk about us) iwe
Aha-a, Ngonie pon di riddim (Ngonie pon di riddim)
Ehe-e
MacDee, aha-a
Ahaha ehe-e
Tally Bee (where ya at my brother?)
Aha-a, take it away (Eternity, Eternity)
Aha-a kana ndisinewe baby ndotadza kurara
Aha-a, handichina kana zvimwe zvandinotsvagawo sha-a
Aha-a, wopfudza moyo wangu ndakagara ndaimba
Aha-a iwe, chinzwa ndati baby
Zvaunondiita so
Zvinogara zvichindiitira bhoo
Handichina kana mamwe mashoko
Ekuti nditaure chinzwa, oh babe
Zvaunondiita so
Zvinogara zvichinditira bhoo
Handichina kana mamwe mashoko
Ekuti nditaure chinzwa, oh babe
I can do magic ndoita mashura
Abracadabra ndonaisa mvura
Ndine makumbo ndoga ndinomisa nguva
Une rudo runokwanisa kubata zuva
A-a-h babe, ah ndati ndiwe wega
Handimbokutsvaga kumwe handimbokufananidza
Ndiwe chete unokwanisa kundifadza
Ye-e, shaina neni
Vaudze kuti mukomana wangu akasiyana nemi
Anogona kuita Christmas pakati pegore (a-ha)
Ivo pavanotenga mbudzi ndinotenga mombe
Pavanoita zvidiki (a-ha) ndinoita zvihombe
Gomo ibva apo enda apo
Ndini ndozvikwanisa
Ndine simba riri mubvudzi ndinenge Samson
Oh ine ndifarisa
Zvaunondiita so
Zvinogara zvichindiitira bhoo
Handichina kana mamwe mashoko
Ekuti nditaure chinzwa oh babe
Zvaunondiita so
Zvinogara zvichindiitira bhoo
Handichina kana mamwe mashoko
Ekuti nditaure chinzwa oh babe
(Iwe) une rudo runondifadza panyama nemweya
(Iwe) watora moyo hapana kana mumwe achatamba nawo
(Iwewe) iwe ndiwe, chokwadi pfungwa dzangu hadzifunge mumwe
Uri pedyo pfungwa dzangu dzozorora
Uri kure moyo wangu wotevera
(Iwewe) iwe ndiwe
Chokwadi pfungwa dzangu hadzifunge mumwe
Zvaunondiita so
(Eternity, Eternity) oh, oh
(Mamwe mashoko), iwe (oh) iwe
(Zvaunondiita so) zvaunondiita
Zvaunondiita so
Zvinogara zvichindiitira bhoo
Handichina kana mamwe mashoko
Ekuti nditaure chinzwa oh babe
Zvaunondiita so (zvaunondiita so)
Zvinogara zvichindiitira bhoo
Handichina kana mamwe mashoko (mamwe mashoko)
Ekuti nditaure chinzwa oh babe
Aha-a, oh, whoa
Aha-a, oh, whoa
Aha-a, oh, whoa
Aha-a, oh, whoa

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Roki

Исполнитель

ExQ

Исполнитель