Hosiah Chipanga - Mwana Wenyu Wandiramba текст песни
Исполнитель:
Hosiah Chipanga
альбом: Kwatakabva Early 80's (Vol. 1)
Mwana wenyu wandiramba nhasi ndosara naniko ini

Kugara ndiri ndega, kuswera ndiri ndega
Sadza handichadya ini nhasi ndosara naniko ini

♪

Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя