Kishore Kumar Hits

Hosiah Chipanga - Emeli текст песни

Исполнитель: Hosiah Chipanga

альбом: Kwatakabva Early 80's (Vol. 1)


Ndakatengerwa usavi neakaguta
Ndakatengerwa usavi neakaguta ndiye Emeli

Akandifurira Emeli uyu ndichamuwana
Akandifurira Emeli uyu ndichamuwana
Ndokunditiza Emeli ndichimuda
Ndokunditiza Emeli ndichimuda
Akakundiwa nezviyedzo ndichimuda
Akakundiwa nezviyedzo ndichimuda, yuwi ndochema

Ndakatengerwa usavi neakaguta
Ndakatengerwa usavi neakaguta ndiye Emeli

Ndaimuchengeta Emeli paairwara
Ndaimuchengeta Emeli paairwara
Amai nababa vake vose ndaivada ini
Amai nababa vake vose ndaivada ini
Sisi vake Rosemary ndaivada ini
Sisi vake Rosemary ndaivada ini
Akanditiza Emeli ndichimuda
Akanditiza Emeli ndichimuda
Akakundiwa nezviyedzo ndichimuda
Akakundiwa nezviyedzo ndichimuda, yuwi ndochema

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители