Kana ndorangarira nemabasa makuru
Anoita vabereki ndonzwa shungu dzekufa
Kana ndorangarira nemabasa makuru
Anoita vabereki ndonzwa shungu dzekufa
Amai vairara vagere vachinyaradza mwana
Mwana achichema nemudumbu
Nhasi wakura wakanganwa
Amai vairara vagere vachinyaradza mwana
Mwana achichema nemudumbu
Nhasi wakura wakanganwa
Baba mari yavaisevenza
Vaitadza kunwa hwahwa
Vachitenga manapukeni
Nhasi wakura wakanganwa
Baba mari yavaisevenza
Vaitadza kunwa hwahwa
Vachitenga manapukeni
Nhasi wakura wakanganwa
Amai vane imba yeuswa
Vanongonaiwa nemvura
Yako wakavakisa yemarata
Nhasi wakura wakanganwa
Amai vane imba yeuswa
Vanongonaiwa nemvura
Yako wakavakisa yemarata
Nhasi wakura wakanganwa
Wava kumhanya nemotokari
Kutochinja masutu
Baba uchivatengera hovhurosi
Nhasi wakura wakanganwa
Wava kumhanya nemotokari
Kutochinja masutu
Baba uchivatengera hovhurosi
Nhasi wakura wakanganwa
Yaah, waakuona manje
Wakura wakanganwa
♪
Yaah, waakuona manje
Wakura wakanganwa mupfanha
♪
Kana ndorangarira nemabasa makuru
Anoita vabereki ndonzwa shungu dzekufa
Amai vairara vagere vachinyaradza mwana
Mwana achichema nemudumbu
Nhasi wakura wakanganwa
Amai vairara vagere vachinyaradza mwana
Mwana achichema nemudumbu
Nhasi wakura wakanganwa
Baba mari yavaisevenza
Vaitadza kunwa hwahwa
Vachitenga manapukeni
Nhasi wakura wakanganwa
Amai vane imba yeuswa
Vanongonaiwa nemvura
Yako wakavakisa yemarata
Nhasi wakura wakanganwa
Amai vane imba yeuswa
Vanongonaiwa nemvura
Yako wakavakisa yemarata
Nhasi wakura wakanganwa
Wava kumhanya nemotokari
Kutochinja masutu
Baba uchivatengera hovhurosi
Nhasi wakura wakanganwa
Wava kumhanya nemotokari
Kutochinja masutu
Baba uchivatengera hovhurosi
Nhasi wakura wakanganwa
Waakuona manje
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя