Kishore Kumar Hits

Stand Music - Pfugama текст песни

Исполнитель: Stand Music

альбом: Redeemed


Inorema iyi nzira
Ine minzwa
Inobaya
Pfugama unamate
Inorema iyi nzira
Ine minzwa
Inobaya
Pfugama unamate
Kana uchida kukurira
Masimba erima
Pfugama, unamate
Hama
(Tarira) Kunababa
Vanonzwa kuchema kweduuu
Mangwanani kwaedza
Masikati ropisa
Ndino pfugama kwamuri baba
Kana zuva ravira
Nyenyedzi zdichipenya
Ndino pfugama kwamuri baba
Ndo pfugamaaa
Ndo gwadamaaa
Namataaa
Kwamuri baba
Ndo pfugamaaa
Ndo gwadamaaa
Namataaa
Kwamuri baba
Ndinoo
Pfugama
Ndiino pfugama baba
Ndinoo
Pfugama
Ndiino pfugama baba
Ndinoo
Pfugama
Ndiino pfugama baba
Ndinoo
Pfugama
Ndiino pfugama baba
Pfugama
Unamate

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

NOTED

Исполнитель