Kishore Kumar Hits

Fusion 5 Mangwiro - Kuhope текст песни

Исполнитель: Fusion 5 Mangwiro

альбом: Kuhope


Waiva mumoyo mangu iwe
Dai wawana mufaro
Kwese kwauchozoenda
(Kwese kwauchozoenda)
Chandinokushuwira kuti usadone
Mashoko akawanditaurira ahasi nyore
Hondo iri mumoyo mangu nepfungwa, haisi nyore
Moyo wangu woti imbomufonera, pfungwa dzoti usafone
Huya undione kuhope
Huya undipodze kuhope
Timboseka tiri tose kuhope
Zvimwe ronda ringapore kuhope
Hazvina mhaka wandiramba
Chero muhondo yeChimurenga vanhu vaingorambana
Ndokushuwira zviri nani (Hoo)
Dai wandirambira hurombo ndaiti ndichabudirira
Asi kundiramba usina chikonzero
Chandinokushuwira kuti usadone
Mashoko akawanditaurira ahasi nyore
Hondo iri mumoyo mangu nepfungwa haisi nyore
Moyo wangu woti imbomunyorera pfungwa dzoti usanyore
Huya undione kuhope
Huya undione kuhope
Huya undione kuhope
Huya undione kuhope
Huya undione kuhope
Huya undione kuhope

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель