Kishore Kumar Hits

Bling4 - Munhu wenyama текст песни

Исполнитель: Bling4

альбом: Munhu wenyama


Hmm
Four
Pane pandozvikawo pane pandogumira
Pane pandoshaya plan pane pandogumira
Kune zvandovhika ndine zvinondikurira
Asi kazhinji kacho pfungwa ndodzinondifurira
Ndozopedzisira ndakuita hunhu hwandisingade kuita
Ndozopedzisira ndakusvika kwandisingad kusvika
Ndozopedzisira ndakunwa apa ndisingade kunwa
Make sure kuti every weekend handirare kumba
Andisi perfect ndiri munhu wenyama ndinomboshaya patience (yeah)
Ndinomboita mawrongs moves ndozoona later kuti ndabhaiza
Ndombomover too fast ndozoona later kuti ndabaiwa, yah
But handidzokorodze same mistake yandakaita
Handitarise vanhu vanozongo svika pauno switcher
But handirevenge rough yandenge ndaitwa
Ndotaura namwari ndovanoziva zvavachaita, yah
Pane pandozvikawo pane pandogumira
Pane pandoshaya plan pane pandogumira
Kune zvandovhika ndine zvinondikurira
Asi kazhinji kacho pfungwa ndodzinondifurira
Ndozopedzisira ndakuita hunhu hwandisingade kuita
Ndozopedzisira ndakusvika kwandisingad kusvika
Ndozopedzisira ndakunwa apa ndisingade kunwa
Make sure kuti every weekend handirare kumba
Ndingori ghetto youth rikutsvagawo pekubuda napo (bwooo bwoo)
Chando namatira ndechekuti mwari vandivhenekere ndisarasike ndizive nzira yekufamba nayo
Pandopinda mumastreets ndichingwavha madhiri ndichiplus ndizowana chekubuda nacho
Ndasangana nezvakawanda munhu anonswitcher paanengeda
Handisisina wando truster, yah
Handisisina wando truster, yah
Pane pandozvikawo pane pandogumira
Pane pandoshaya
Kune zvandovhika ndine zvinondikurira
Asi kazhinji kacho pfungwa ndodzinondifurira
Ndozopedzisira ndakusvika kwandisingad kusvika
Make sure kuti every weekend handirare kumba

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители