Icey Ekxne - Kana Usina Mhosva текст песни
Исполнитель:
Icey Ekxne
альбом: Practice
Kana usina mhosva
Then iwewe ukutyei
Kopamba pangu jahman imimi
Mukudei
Wangu muHarare hamurarwe
Na2am moms vane vakuenda Mbare
Kana usina mhosva
Then iwewe ukutyei
Kopamba pangu jahman imimi
Mukudei
Wangu muHarare hamurarwe
Na2am moms vane vakuenda Mbare
Ko yazoitika makarara
Vakakweva hwevo tadzarara vanepara
Mbavha dzikutsara dzakatsara bhutsu tsano
Vakasvika ipapo paivepo ipapo ngano
Dzinotono dzana dzinotono dzana dzana
Moms vachango muka ndinzwe
Hwema wemudzanga
Huku tange kuchema ndinzwe
Aihwa dzikudhaka
Mbileh muka unzwe
Tenge tatsikwa nemadhadha
Takakanya mvura tichi mixer nemadhaga
Easy catch kubata vanhu vabatwa nemubhadha
Kushaika kwema basa ndokuwanda kwemagevha
Mangevha akungwavhana muhomwe
Ini zii zvangu ungati gava harione
Gava ikwenya kwenya nekamachisi muhomwe
Kunze kuri cold
Mbavha munhu harare
Tererai tichitaura ezvinezvi makaura
Kana usina mhosva
Then iwewe ukutyei
Kopamba pangu jahman imimi
Mukudei
Wangu muHarare hamurarwe
Na2am moms vane vakuenda Mbare
Kana usina mhosva
Then iwewe ukutyei
Kopamba pangu jahman imimi
Mukudei
Wangu muHarare hamurarwe
Na2am moms vane vakuenda Mbare
Ndebvu dzakatokura tiri kufazh tichiti madam
Used to roll mablunt
Toimba shit panational anthem
Dai mambondipa tsunami
Ndine kahoe
Kangori nani
Gave her a call
Told her am coming
Fertlisation takaita farming
Zvinhu zvevanhu two
Asi hamuzvizive zvandiri you look amused
Haa
Vanotopisa but hapana ane macool links
Ndine mage'na ane mababie ane macool lips
I might be selfish but maselfie angu macool pics
Handizi charles but i swear ndine manyuchi
Game ndapinda ndapedza kubva Bindura kusvika KuHwedza
Ndinochimhanya kusvika kwaedza
Tanga ridoke kusvika chiedza
Shaa nditori mudhara
Handingabude risati razara
Zita rangu rinokwira mahara
Zita rangu rinotenga navara
Zita rangu rinokwira mahara
No space but pangu ndagara
Nhasi ndanyara
Mofamba nepfuti isina mabara
Kana usina mhosva
Then iwewe ukutyei
Kopamba pangu jahman imimi mukudei
Wangu muHarare hamurarwe
Na2am moms vane vakuenda Mbare
Kana usina mhosva
Then iwewe ukutyei
Kopamba pangu jahman imimi mukudei
Wangu muHarare hamurarwe
Na2am moms vane vakuenda Mbare
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя