Kishore Kumar Hits

System Tazvida - Matambiro Awakuita текст песни

Исполнитель: System Tazvida

альбом: The Best of Tazvida Irombe Weshira Singles Collection


Matambiro awakuita iwe
Matambiro awakuita awa
Matambiro awakuita iwe
Matambiro awakuita awa
Hana tsarukano
Uchazondiramba kana ndadzidya nyemba
Uchazondiramba kana dzandizvimbira nyemba
Uchazondiramba vakomana ndokuzivai
Matambiro awakuita iwe
Matambiro awakuita awa
Matambiro awakuita iwe
Matambiro awakuita awa
Hana tsarukano
Uchazondiramba kana ndadzidya nyemba
Uchazondiramba kana dzandizvimbira nyemba
Uchazondiramba vakomana ndokuzivai
Taregerei kungodanana tisingabatane
Taregerei kungodanana tisingabatane
Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba
Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba
Taregerei kungodanana tisingatsvodane
Taregerei kungodanana tisingatsvodane
Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba
Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba
Matambiro awakuita iwe
Matambiro awakuita awa
Matambiro awakuita iwe
Matambiro awakuita awa
Hana tsarukano
Taregerei kungodanana tisingabatane
Taregerei kungodanana tisingabatane
Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba
Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba
Taregerei kungodanana tisingatsvodane
Taregerei kungodanana tisingatsvodane
Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba
Taregerei kungodanana zvekunyore tsamba
Kubatana kwete ndichiri pachikoro
Kubatana kwete haiwa hatisati taroorana
Kutsvodana kwete ndichiri pachikoro
Kutsvodana kwete haiwa hatisati taroorana
Kubatana kwete ndichiri pachikoro
Kubatana kwete haiwa hatisati taroorana
Shamwari yangu yave mvana yakakanywa naJohn
Shamwari yangu yave mvana yakakanywa naJohn
Sisi vangu vave mvana yakakanywa naToro
Sisi vangu vave mvana yakakanywa naToro
Uyozve ave mvana akakanywa nauyo
Uyozve ave mvana akarasiswa newepapo apo
Dhiya iwe handina kuramba
Hoo, dhiya iwewe handina kuramba
Zvido zvako handina kuramba
Zvido zvako handina kuramba
Ndinzwisisewo ndichiri pachikoro
Ndinzwisisewo ndichiri pachikoro
Hoo, dhiya iwewe handina kuramba
Hoo, dhiya iwewe handina kuramba
Zvinangwa zvako handina kuramba
Zvinangwa zvako handina kuramba
Ndinzwisisewo ndichiri pachikoro
Ndinzwisisewo ndichiri pachikoro
Hoo, dhiya iwewe handina kuramba
Hoo, dhiya iwewe handina kuramba
Hoo, zvido zvako handina kuramba
Hoo, zvido zvako handina kuramba
Ndinzwisisewo ndichiri pachikoro
Ndinzwisisewo ndichiri pachikoro

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители